Joke of the DAY – Mapete mumaCHIPs – Idya zvawatenga!!!

0
1488

Joke of the DAY – Mapete mumaCHIPs – Idya zvawatenga!!! Zimbabwe Customer Service unobva watoshaya kuti zvirikufambasei?!!! Manager Peter tells customer Chipo his thoughts.

Peter : Sorry sisi ndingakubatsirai nei?
Chipo : Ndatenga ma chips pano.
Peter : Dambudziko nderei


Chipo : Ane mapete
Peter : Eeee saka iwe wati watenga chii zviya , ma chips kana kuti mapete
Chipo : Ma chips!
Peter: Ndizvozvoka sister idyai
zvamatenga, mosiya zvamusina kutenga.
Peter: Next Customer.

Comment with your Facebook

comments

Loading...