Kana mukadzi akutunda pakusvirwa unoona neyi?

2
11787

Kana mukadzi akutunda pakusvirwa unoona neyi?

Pese pese mapedza kuisana itai tsika yokubvunzana kuti zvange zvichinaka sei uye mese manzwa sei pazviri. Chero mukazobvunzana mangwana. Zvinoita mujaire kutaura nyaya idzi mumba menyu uye muudzane zvinonaka nezvisinganyanyi kunaka.

Kana mukadzi atunda anokuudza kuti atunda. Hapana chinganzi chinoonekwa. Kuisana kunoitika nguva dzakasiyana zvokuti pamwe kwasviba chokuona hapana. Murume anoonekwa nokubuda hurume. Chero murume unongoziva kuti pano ndapiwa huronyo nekuti humwe hwacho hunochururuka huchibuda mubeche.

Loading...

Vakadzi vakawanda hapana chinobuda asi vamwe unonzwa mhasuru dzebeche dzichiswinya mboro kana kunzwa kupfuura mukati mebeche. Vamwe ndivo vanoita kugwinha kunge vanhu vabatwa nemagetsi.

Varume comment mutiudzewo kuti venyu vakadzi munonzwa sei kana vakutunda!

Comment with your Facebook

comments

  • gbenga

    08188713591

  • Anonymous

    Ini ndotoda wekutundisa vanoda number dzangu idzo 0774867498 unotonyatsoti tsaaaa tsaaaa tsaaaa ndakuvhavhura nayo