Ko kodhomu rinoita kuti munhu anakirwe here?

0
2341

Ko kodhomu rinoita kuti munhu anakirwe here?

Kondomu rinokwanisa kuwedzera kunaka kwemurume iri pfungwa yekuti anononoka kukupa hurume kureva kuti anokukoira kwenguva refu zvinova zvinonaka.

Kune makondomu ane ganda rakakora zvokuti murume anowedzera nguva chose. Kana une murume uya anongoti kupinza nokutotunda ipapo (kusina kupera 7 minutes) munokwanisa kutsvaka makondomu makobvu mombotanga nekondomu mozoti zvambonakira mukadzi mobvisa moita musina.

Loading...

Comment with your Facebook

comments