Kubata boyfriend yangu Achisvira Single Mother yepaNext Door – Part 1

0
5296

Michael angandidai here nhai masasi eharare. Michael ainge ari mukomana wangu for 7 years zvekuti handina kana kumbodanana nemumwe mukomana kunze kwake.

Michael ainge asina kana chinhu when I met him pa UZ, chikoro aigona saka fees yaitobhadharwa necompany yaishandirwa nababa vake, saka most of the time ndaitomubatsira nemari yechikafu since kumba kwavo zvinhu zvainge zvakapressa. Ndakakurira muChristian family saka ndainge ndisingade kusvirwa before marriage, munongoziva zvedu zvekare ka izvi. Taigara mumaraini mumwe chete naMichael saka most of the time ndaigara ndirikumba kwavo kuone room kana baba vake varikubasa tichiita hedu school work, chakandishamisa munhu ainge akuti tisati tabva kuchikoro munhu aingotumira message achiti not going home nhasi ndokuona makuseni takuenda kuchikoro. Ndakatanga kuita suspicious kuti chii chaiyitika ndipo pandakaona kuti next door pamba pavo painge pakugara Nyasha mumwe musikana ainge akanaka plus aive single mother, vamwe vaiti akatizwa nemurume vamwe vachiti ihure vamwe vachiti akamitiswa na minister aingova makuhwa emuraini. What made me interested kuti ndizive kuti anoita nezvei ndakaona wangu mukomana Michael akupota achiita spend time naye vachiperekedzana kumaShops vachitaura vachiseka at one point ndakatoona message mufoni yaMichael.

Chakanyanyoita kuti nditye is murume wese wemuraini ayiti kana akatanga kutaura naNyasha kana kumba anokanganwa kuenda, pamwe aiva nebeche riri gold coated! Ndakatanga kutyisa mukomana wangu since ainge akutaura zvekuda kusvira asi inini ndairamba ndichiti atange aroora but at this time ndainge ndakutya kuti ndikasamupa achatorwa moyo na Nyasha. One day ndakafunga kuti ndiite give into Michael, ndakaenda kumba kwavo to study samazuva ese ndichibva ndasimuka ndichiridza music pafoni yangu, ndichiita zvangaine ndawona pane imwe pono, ko isusu vana vema pastor ndisu taiva nemusikanzwa yese even tainge tisingazviratidze. I think ndaiwona pono twice everyday ndisati ndarara saka I had lot of confidence kuti ndaiziva zvandaiyita kunyangwe ndainge ndisati ndambosvirwa. Michael akaratidza kufara achibva avhara mabhuku and started kuzvibata mboro yake ndikabva ndaona kuti yainge yamira, kamwe kamoyo kakada kutiza kamwe kachiti mukomana atoyenda naNyasha ko ndaizivei zvangu.

Loading...

Ndakaenda pabed pababa vaMichael painge akagara ndichibva ndatanga kumudya mboro so ndikaona munhu akuita kunge arikumhanya brain nekunakirwa apo iniwo ndainge ndakunzwa beche rangu richivhita vhita ndichiita semunhu arikubatwa nechiveve muviri wese heyi mhani masasi eharare, ndakayita rimwe zemo randikashaya kuti rabva kupi. Ndakatamba nemboro yaMichael mumuromo mangu kusvikira munhu akuita kakuchemerera, ndakaramba kuti iye adye beche rangu ndainge ndisiri comfortable nazvo asi ndaida kuti atambe nematinji achindikoira nezvigunwe asati ayisa mboro yake. Ndakatanga kutya ndanzwa kurwadza kwaiyita chigunwe kupinda ndifunge kuti zimboro rake richapinda payi, ndikabva ndangozvishingisa. Akamira so apa ndainge ndaita kumira nemakumbo ndakasimudza chiuno beche riri mudenga iye achibva atsvaga kondom ndikaona munhu achiburitsa muwallet yake. Hazvina kuita basa panguva iyi nekuti inini acho ndaida kuti andisvire, akazama so akapfeka kondom ichibva yaramba kupinda. Ndakaibata so ndikakanda chikondom uko, ndokuizama ndikaona musoro chete wapinda aaaaah pain yacho so yaipfuura musi wandakachekwa chekwa newindow.

Yakazoti yanyatsopinda so ndakanyatsonzwa kuti ndainge ndakarasikirwa aaah iwe masasi eharare mboro inonaka mhani.Michael akandisvira nyoro kusvikira tatunda tese zvekuti ndakaenda kumba ndichiita kakukamhina, ndakasangana naNyasha akatondimhoresa apa handina kuziva kuti ayitoenda kumba kwana Michael. I just smiled and moved along.

Pakapfuura about 3 days ndikabva ndati ndiende kurimwe round, haaa mhani Michael imbwa yemunhu. Ini ndainge ndazvipira kuti ndicharoorwa naMichael asi iye ainge atowana munhu wekungosvira mahara. Ndakasvika pamba panaMichael ndinzwe kuri kuita kakuchemerera yaye kayiitwa naMichael musi wandaimudya mboro about 3days ago. Ndakafunga kuti pamwe ndibaba vake pandikasvika padoor then I realised kuti ndainge ndawona baba vake vachienda kubasa but iye Michael ainge asina kutouya kucollege that day. Ndakaona door risina kuvharwa completely ndichibva ndapusha slowly wanike Michael arikusvira wena masasie eharare apa makondom ainge akazara pasi kuratidza kuti vainge vatanga kare. Ndakaramba ndakamira for a while ndichibva ndabuda panze ndikadzoka ndichinzwa Michael akuda kutunda ndokumurova magaro zvokuti akabva anyudza mboro yake mukati maNyasha vese vakabva vajamba.Ndakabuda ndikasiya vachipfeka mabhurugwa avo. Now Michael is full of apologies heee ! Ndichiri kukuda heee !!chakuti chakuti..ndikati pfutseki imbwa yemunhu.You wasted my time Michael!! Apa mufunge I broke my only vow kuti iye ayite munhu wekutanga kundisvira apa Nyasha ane nhumbu yaMichael kana neni ndava nenhumbu.

Hama dzake varikuuya vachikumbira ruregerero inini ndicharamba zvekuda kumusvotesa chete, ndaimuda mukomana wangu nyangwe ndakamuona achisvira mumwe munhu nyoro. It took me a week to come up with a decision and a master plan so I accepted to wait for him whilst he cleaned up his mess.

My master plan ndaida kuti Michael andiroore asi zvandaizomuita iwe masasi regare ndizorore….ndichakuudzai my master plan ….. part 2

Comment with your Facebook

comments