Kubata Mukadzi Wangu Achihura naBaba Vangu

0
4476

Tete ndiri murume 26 years. Ndakaroora ndine 21 and now mukadzi akatanga kundiudza kuti arara nemunhu that first year achiti friend yake ndoyamufurira. And later on akati ayinyepa patakagariswa dare ndakaregerera.

When I went to South Africa ndakadzoka achidanana nemukomana wepamba panext door and she confessed ndakaregerera. Ndokudanana neumwe mukomana and said mukomana we friend yake but zvakazobuda pachena mushure vakonana neshamwari yake and she said vakadanana just for one day ndakaregerera coz ndaimuda. Now ndokudanana nehama yake pafacebook they share the same surname planning to marry each other and ndakazvibata and she wanted kunotambira Christmas kuharare kunemukomana wacho ndopandakazvibata and I had to forgive again.

Now Baba vangu ndokukandawo shoko rerudo kwaari and ndakazvibata pakuti Baba vangu vaisandipa kana one rand ndakumbira chero kupinda mubedroom mavo havadi but to my surprise mukadzi wangu fone yake yakafa and he bought her phone and she was always given money achipinda mubedroom mamudhara. Mama was working in south Africa ini ndandaendawo kunotsvaka basa. Akadanana nemudhara aigara pataigara and ndakazvibata. Now my question is ndodii coz tinevana 2 tese and Baba ndovaindigarisa pasi naye voti regerera ndisati ndabata yavo and on question vakati vaida kuona kuti achaita sei. Pliz help ndafa ne stress mama vanoti munevana mese handidi kutorerwa vazukuru coz ndovanogara navo. So I’m no were handina kupedza kuroora.

Loading...

Tete MollyChokwadi vana munavo henyu asi iwe kana usingafare mumba mako you should not do it kufadza mai vako. Wakaroora munhu asina basa newe plus asingagutsikane nemurume mumwe chete , in other words mukadzi wako ihure chairo. Pese paunenge usipo ane munhu wainenge achitorara naye kuregerera kwaunomuita haufunge kuti pane zvaakakuita here. Kudanana neEx yake might be reasonable since they had a connection before but ko vamwe vese ava nababa vako as well uchingoregerera, pamwe irudo rwaunarwo asi I think you make up your mind and get tested for HIV nekuti kuda kunoita mukadzi mboro pamwe akatouya nechirwere mumba kare.

Comment with your Facebook

comments