Kubata Murume wangu achiSvirana necousin yangu – Vakakotsira paFloor Vapedza Kusvirana

0
10630

Ndiuyo hangu ndabva kunight shift ndikasvika pamba na6 a.m exactly.Ndine key yangu saka
ndapinda ndobva ndaenda kusitting wanei baba vemwana necousin sister yangu yandinogara
nayo vakafa nehope pacarpet.Havana kupfeka baba vakaita dhola sign kumashure kwasister yangu apa muhombe kwatiri tese.

Murume ane 38 inini 35 cousin sister 45.Handina kuvamutsa ndagara pasofa musecond sitting ndakatarisa nepaless curtain .Vakarara hitter iri on havana kushandisa mablankets sevanhu vaifunga kuti vachaenda kunorara kana vapedza kukwirana.Ndazoona baba vave kubata mazamu ndokubva sisi vacheuka kutarisa baba ndokutanga kukissana .Ndaita calm ndokutora video zvangu kuti ndiwane evidence.Murume akaisa ruoko zasi kwasisi ivo
vakavhura makumbo kubatwa matinji vachimwiwa uku sisi vachibata mboro nemachende ndokuzoona baba vave pamusoro vave kukoira zvebasa kana kupfeka condom.

Ndakabva ndaziva kuti sisi varikunwa mapills.Reason yandaita calm ndeyekuti ndakazvipira kuti ndikaoma murume achihura ndomusiya saka ipapa ndatomuti apeke nasisi vaende.Imba ndeyangu.Amboda kuita zvekuramba asi paziva kuti ndatora video abva abuda necousin yangu pasina noise.Ndichiri nemubvunzo kuti zvese izvi zvakatanga rini , i am sure sisi vasvirwa husiku everyday ndiri paNight shift. Ndotenda hangu mwari vakaita kuti chokwadi chibude.

Loading...

Comment with your Facebook

comments