Kubhadharwa neBeche naBridget – Kupotsa Tabatwa neMapurisa Tichisvirana muMota!!!

0
5140

Yedu yekuda kutsvaga mari iyi, ndaishanda ku Joburg ndiri taxi driver saka ndaipota ndichitakura vanhu manheru kusvika makuseni chaiwo.

Rimwe zuva ndainge ndakaneta hangu saka told myself kuti nhasi ndirikuda kumbofara saka ndakabva ndaenda pa NewsCafe yepa Midrand, ndakanwa ndichiterera hangu music. Ndakagara hangu ndichinwa doro rangu ndakaona mumwe musikana wandaiziva ainzi Bridget saka ndainge ndakambomutakura mumwe musi saka aiziva kuti ndine mota, ainge akagara nevamwe vasikana two inini ndichibva ndaramba hangu ndichizvinwira since ndaida hangu kufara ndega.

Bridget uya akasimuka painge akagara ndokubva awuya kwandiri, she greeted me achisekerera and I just smiled back ndikati I see urikunakidzwa. Takataura for while ndipo paakati unogona here kutiendesawo kumba here neshamwari dzangu vanogara around kumba kwangu but tirikuda kutanga taenda ku Busy Corner before taenda kumba but only if you promise to wait for us. Ndainge ndisina problem nazvo since ndaiziva kuti doro ndinenge ndakutengerwa apa ndichifara nekubhadharwa as well, saka ndakakurumidza kuti that’s fine as well as you are going to pay me.

Loading...

Bridget akadzokera kushamwari dzake ndikaona vanhu vese vasimuka vachiuya tichibva tabuda apa vanhu vainge vadhakwa already ndikatoshaya kuti sei varikuda kuramba vachitsvaga beer asi hey yainge iri mari yavo. Hameno chiclub chandakaendeswa chainge chiri muTembisa but chaitofaya and painge pakazara since tisina kuzomira paBusy corner.

Vasikana vaita noise muroad vachiimba kusong yese yandairidza mumota but chandaiziva ndechekuti mari yangu ichauya yakakwana saka ndainge ndisina problem nenoise yavo. Patakasvika paya vakaburuka vachibva vatanga kutamba vachizunza mupunduru kusong yandairidza vasati vapinda mukati meclub.

Hatina kumbogara for long vasikana vachibva vati vakuda kunorara tichibva tadzokera mumota Bridget achibva atanga kuti ndikise mumwe musikana good night ndichibva ndati why should I do that, musikana uya achibva apindiri achiti what if kana achida kukisa iwewe. Takazongoti bye bye ndokupedzisira naBridget.

CONTINUE READING ON NEXT PAGE CLICK BELOW

Comment with your Facebook

comments