Kubviswa ujaya naSUGAR MOM chinhu chakanaka here?

0
2549

Kubviswa ujaya naSUGAR MOM chinhu chakanaka here?

Zvinobva nokuti mukomana wacho ane makore mangani uye kuti mukadzi wacho akurawo zvakadii. Asi iwe mukomana nzwisisa kuti munhu waunoti mom haachisiri munhu waunofanirwa kunge uchirara naye.

Kana mukomana ane makore ari pasi pe 16 mukadzi ane makore apfuura 20, zvakakodzera kuti mukadzi asungiswe panyaya ye statutory rape.

Loading...

Comment with your Facebook

comments