Kugona kubata murume pabonde kuita sei? Kumupa Beche rese kusvika anakirwa

0
4672

Kugona kubata murume pabonde kuita sei? Kunzwisisa kuti mese muri vaviri muri kuisana kwete kuti umwe chete ndiye anoisa umwe. Mukadzi anotambawo nemboro yemurume, kupuruzira, kufuridzira, kuyevedzwa nayo, kutaura nezvayo kumurume.

Kupa murume mazamu, magaro, makumbo kuti atambise, kukisa murume muviri wese, asi kumirira kusvika wanatsonyorova, kubvunza murume kuti anoda kushandisa maitiro api.

Kana mapinzana kushandisa chiuno kukoirana nomurume, kubatirira murume chiuno chake nokumupa rhythm yakakodzera kuti anonoke kutunda. Kuchemerera zvinoenderana nokunakirwa. kurumirira muviri wemurume. Kana watundawo ipa murume experience yazvo muite mese saka muudze awedzere kukoira uchitunda, Iwewo wedzera kushanda kwechiuno.

Loading...

Kana mboro ikabuda mubeche iwe mukadzi kasira kuibata woidzorera mukati wotangazve kukoira murume. Murume ngaazive kuti anonakira mukadzi. Mapedza usangoti zii, udza murume kuti zvanga zvichinaka uye kuti chanyanyonaka chii kuti kana ozowedzera mangwana azive zvokuita.

Kusvira HureRatidza kushamisika nokunaka kunoita mboro uye murume wako. Shamwaridzana nemboro. Kana makarara ukambundikira murume, isa ruoko pamboro yemurume akarara akakufuratira. Uchaonawo iye oisawo pazamu kana wakamufuratira makarara.

Garo kumbira zvinhu zvinoitika, sokuti wokumbira kuti murume akuratidze hurume huchibuda mumboro. Anokwanisa kukukoira mazamu iwe uchikwiza mboro nemazamu, wobva watoona Tsaa tsaa kubuda kweurume. Chifarawo kuti zvaitika womutsanangurira kushamisa kwazvo. Musi waunoenda kumwedzi chiti murume akukoire mazamu anzwe pane moyo.

Comment with your Facebook

comments