Kunyemudzwa Beche naMaiguru mukoma wemukadzi wangu PART 3 – KUWANIKIDZWA NEMUKADZI NDICHISVIRA MAI NYASHA

1
21513

Kunyemudzwa Beche naMaiguru mukoma wemukadzi wangu PART 3 – KUWANIKIDZWA NEMUKADZI NDICHISVIRA MAI NYASHA. In PART 2 ndakaita zvechiboorangoma ndokusvika ndokusvira maiguru Mai Nyasha… read part 1 and 2 to understand this part better.

Rega titange patakasiira…

Shunga nehasha dzemota yaramba kumuka zvanga zvakandipfeka ndichiita kunge ndirikusvira hure. Ndakamurova heavy kusvika ndatundira mukati make.

Loading...

Ndakasimuka ndokugara ndokutanga kudya sadza rangu hangu chinyararire… Ndakaona Mai Nyasha vachipedzisa kukorobha ndokubuda ndokuenda kunogeza…

Ndakapedza kutya ndakufeeler better stress wise ndokunanga panze kunosota mota iya. Mai Nyasha handina kuvaona zuva rese kusvika mukadzi wangu adzoka. Manheru takagara hedu tichidya and Mai Nyasha excused herself early vachiti vairwara. Ndaitya kupi pamwe ndichataurirwa ndikapinda pama1.

Asi mangwana acho everything changed pakaenda madam kubasa, Mai Nyasha vakandimirira paLunch after vandipa sadza ndadya ndisati ndaenda panze kubasa. Vakabvisa maplates and came back muDining room vakapfeka kaMini kane zuro kaye vasina TOP zvikanzi “handisvirwe ka1 chete ini, ndimi makazvitanga motopedzisa basa renyu iri”

Ndakati dzawira mutswanda kechi2, handirege kunonga chete. Ndakasimuka ndokunanga pavari and ndokuvasvira futi zvisina kana rudo or tsitsi mukati. Ndaitoita semhuka asi ndaitoona kuti izvozvo ndizvo zvainakidza Mai Nyasha. Mai vaida mboro ivavo. Kunyara kweFake kuya was gone and vainyatsoratidza kuti CHIKAPA vanoziva. Ndakasvira ndokupedza first round and ndisati ndasimuka vakauya ndokutanga kutambisa mboro yangu nemachende kusvika yamira futi.

Vakaitora mboro ndokuisa mukanwa, izvi zvisati zvamboitwa namai kumba ipapo ndipo pandakaziva kuti sviro inonaka. Vakaidya for a few minutes ndokunditarisa mumaziso ndokuti “Bamnini ndisvirewo but please this time be gentle hapana chekumhanyira” Ndakavararisa pasi ndokupinza mboro mbichana mbichana ndakavatarisa pameso. Ndakaona vachishama vainzwa ichirova mukati kati. Chokwadi sometimes we miss the point yekunaka kwesviro because we are in a HURRY. Slow down inzwa kunaka kwebeche.

Takasvirana slow but sure zvekuti hapana akaita worry yeTime. Ndakazoti ndavati lets change position ndimbosvira nekumashure ndakabata magaro ayo ndipo pandakavhunduka ndichiona kuti pane munhu anga akamira paDoor. Ndakasimudza Face ndokuona Madam, mukadzi wangu akamira akatitarisa achiratidza kuvhunduka.

Ndakamutarisa ndokushaya zvekuita kana zvekutaura, surprising enough Mai Nyasha havana kumira kutambisa magaro avo. Ndakada kudzupura mboro and Mai Nyasha moved backwards vachiimedza yese nenyini yavo.

Ndakatarisa madam ndikaona kanenge kaSmile and i was confused… Ndakanzwa Mai Nyasha vachitaura zvakandivhundutsa “I told you sis kuti he can’t resist BECHE iri!”

Ndakanzwa kutya…. TO BE CONTINUED….

Comment with your Facebook

comments

  • Anonymous

    U a e disrespectful husband shame on u in