Kupukuta Mboro yeMurume After Kusvirana!

0
8064

Kupukuta nhengo yemurume wako after S.E.X ndati titaure after such a long time pamusoro
pezvakakoshera kupukuta nhengo yababa kana mapedza bonde zviya.

Ndinoziva kuti mamwe madzimai havatozivi kuti zvakangonaka kuti mapedza henyu kusvirwa, mai munofanirwa kuva muine kachira kenyu kakachena kekuti mapedza zviya, munonyatsopukuta nhengo yababa yose muchinyatsoivhura kubvisa mvura dziya dzinenge dzazara panhengo yababa.

Handiti vamwe munongoti mapedza kusvirwa mototarisa divi kunge munonyara mumwe wenyu, hazvina kunaka. Vamwe vanoti hazvina hazvo basa asi semaonero angu, kupukuta baba kunoita kuti musasvibise machira neurume hunenge hwave kuyerera huya. Kupukuta baba kwakangonaka zvakare pakuti kunoita kuti intimacy iwedzera muchinyatsovhura nhengo yavo muchipukuta.

Loading...

Kana uchigona ndipo paunoti uchipukuta paya wototanga hako kuipuruzira and kazhinji unoguma watorohwa second round. Ivai neWeekend yakakomborerwa mose and nhengo ngaipukutwe kwete kuisiya ichiyerera urume.

Comment with your Facebook

comments