Kusvira Clara kuUK – Part 2 – Ndakasvira Anna Aunt vandaigara navo!

0
5326

Zvino mazuva akafamba uku mbutu ndichingorova. Nekuda kwaiita Clara kukwirwa neni akazosuggester kuti ndigare naye, izvi chaingove chirango kutaura sezvo ndakanga ndichitogara ikoko. Staying together would help me save some money for my family. Takatanga kugara tose ndikadzidziswa zvose zvinoita kuti mukadzi anakirwe, uye ndayamwa mboro ndikanzwa kuzipa kwazvo, asi pese pandaimukwira aitozhamba chete. Mumwe musi Clara was off then Tracy told me kuti asiyana ne boy friend yake, saka she was stressed. ini ndakangomunzwirawo tsitsi ndikati don’t worry you are beautiful you will get another one soon, apa ndakagomukwidzawo ndege yemapepa nokuti aiva asina kunaka zvake. Zvino akafunga kuti zvandati akanaka ndakumuda, izvo kwete, akakumbira kuperekedzwa kumba for comfort, ndakaziva kwakuenda nyaya ndikatsika tsika asi handina kuramba totally.

Manje akafunga kuti there is hope akaramba achingoedza zuva rega rega, asi ndaingoramba pandakazoona zvanyanya ndamuudza kuti I would tell Clara but she was so desperate for my big black blambi, but I couldn’t have it zvanyanaya ndazoudza Clara vakatukana and Tracy was moved to another shift. Ari ikoko ndipo pakatenderera nyaya yenyoka yangu asi ini kana kumboziva. Shungu dzaTracy dzakaita kuti afonere vabereki vaClara nyaya ikanetsa kusvika ndazoti I will move out kusvika temperature yadzika. Takawirirana then pandakaudza Anna kuti ndiri kutsaga imba akabva ati aiva ne 3 bedroom house asi iye nemwanasikana wake vaishandisa only 2 bedrooms, ndakaudza Clara akafara nazvo nokuti tose tairespecter Anna sa senior care plus she was older and mature.

Takagara hedu zvakanaka asi ndichimbonoona Clara iye achimbouya,  nyaya yakanga iri imweyo yekusvirana chete, akazonditengera mota kuitira kufamba easy pakunomuona kana kumudzosera, iye akanga asina licence. Mumwe musi ndakafizuka zvangu ndabva kubasa makuseni ndakaneta, the night had been very busy, I actually fell asleep before I could hit the pillow. Ndamuka masikati ndapreswa neweti, ini kana kumbofunga kuti kuneyi ndiye pindikiti mutoilet, wanike Anna achangopedza kugeza ari musvo zvake. Ndakapenyerwa nematako ake, utsvuku, kuumbika kwemuviri, ndobva pfungwa dzamboti tizei. Ndakabva ndaziva kuti kunaka kwese kwaShingi kwaiva kwabva kuna mai vacho. Mazamu kuita kunge asina kumbomwiwa asina kukura seaClara, asi mhata heyi, aiva nadzo wena, apa akabvisa choya chese. Matinji aiita kuoneka nekumberi, ndiri mubishi rekuyeva mboro yakanga yatomira kare, apa ndakapfeka kashort chete, ndobva kangonditengesa. “Ko kuzoita kunge waona zvinotyisa kwakanaka” akabvunza Anna ini kwakungoti , “ahh sorry tete handina kuziva kuti mune munhu ndanga ndichida kuita weti” akabva abuda ini kuti ndiite weti ingabude, mudhara akuita hake manyemwe.

Loading...

Pave paye ndazoita weti but zvekuita kunge ndichazvimamira nekutsinda. Ndakadzokera muroom mangu ndichangoti garei pamubhedha ndikanzwa door kuvhurwa, zvikanzi na Anna, “wandionerera saka kuti zviite fair ndokuonererawo,” ndakamboda kuramaba ramba but shondo yaifungawo zvayo. Ndakabvisa kashort kusara ndine pant, akadzungudza musoro zvichinzi,”ini ndanga ndisina kana chii zvangu saka kurura zvose,”  Well what could I have done, iyo mboro yashatirwa big time, ndabvisa mboro yakabva yaita zvekusvetuka chaizvo, ndakaona Anna kunyemwerera zvikanzi, “saka Tracy aitaurara chokwadi, no wonder why Clara haachagoni newe,” “kutaura chokwadi kuti chii” ndakabvunza ndabata mudhara,
“kuti une mboro hombe a black one very black” Pandakada kuti nditaure ndobva yanzi dzvii, muromo straight, mai vaitsvodaivavo kuita kunge vane zviwitsi mukanwa, apa vaine malips mahombe. Pakadaro ungaite nharo futi, ndatanga kutsvoda nekubata mazamu, nemagaro, ruoko mubhurugwa, ndikanzwa maiwe, idinji here iroro, ndaripuruzira ndikanzwa beche ranyorova.

Continue reading next page…

Comment with your Facebook

comments