Kusvira Kgomotso Andikecha kuNewsCafe – Aiva Nemazigaro neMateya!!!

0
3176

Kwese kwese munyika I have always wondered kuti Thursday inonzi Ladies night for chii, kusvikira ndazoenda pa News Cafe pa Woodmead.

Ndainge ndichingobva kuHarare ndokuuya kuneshamwari aigara hanzi Carlswald muMidrand, ndakasvika iri Tuesday ndikatambirwa neshamwari tichibva taenda kumba kwake. Aigara ka fancy complex kari behind Carlswald Shopping Centre apa mumwe anenge ava mumari but kwete kuzopfuura isu ka tinoshanda ne US dollar. Kevy aiva nemota yake Toyota Corolla brand new yairatidza kuti yainge ichangobva kutengwa, musi uyu ndakaswera hangu ndakagara paden iye akabuda kuenda kubasa. Kevy aishanda pa Vodacom but manheru aishandisa mota yake kuita zve Uber ndipo pandakaziva kuti hey muchinda aitsvaga mari iyeye, ndakamuti iwe ndirikuda kuenda out neThursday iye akati a paribho pane News Cafe iri down the road apo asi ndaneta napo saka tichaenda ku Woodmead ndikabva ndangoti ehe ko ndaizivei.

Thursday yakasvika Kevy akadzoka kubasa ndokubva amboita tuma few trips around Midrand achiita zvake zve Uber , akadzoka kumba kuma 8pm zvikanzi handei, mota yakarohwa tasvika takaona pakazara mota kuita kunge paiva ne some event asi maya vanhu vainge vauya kumafaro to be exact vakadzi vainge vauya kumafaro. Takati tichisvika padoor so shiiiitttt mhani kuwanda here kwevakadzi ikoko, apa mapfekero acho iwe masasi eharare mboro yaingomira yega. Ndakaenda mutoilet ndichifunga kuti pamwe ndirikurota ndakageza maziso ndikadzoka ndikaona maya mainge makazara vakadzi vega vega isu varume taitoverengeka negochani dzaivapowo. To come back kumubvunzo wangu uya we ladies night out ndakabva ndazvipindura ndega. Kevy akanditarisa akaisa kasmile akati blaz welcome to Joburg It sure felt like it with vakadzi pese pandatarisa, takaita kaquick plan ndokuti sha saka ndikakecha one tinoita sei. Ndakapihwa a set of keys neAddress yekumba in case ndanyenga babe rine mota yaro.

Loading...

I have always been a lite drinker ndinonwa ka Castle Lite maybe 2 chete asi musi uyu ndainwa red bull plus ndaingoda kuwana one babe rekunosvira ndinyatsoita welcome to Joburg chaiyo. Ndichitenga drink ndakadhuma mumwe musikana aibva kutenga drink yake ikabva yarasika ndakamuti sori sori what are you drinking ndikutengere imwe, akamboda kuramba akatoita hu rude zvikanzi I can afford my own drink thanks ndikabva ndati no since ndirini ndakudhuma thats why I offered. Akazivawo kuti atadza kupindura ndikanzwa munhu akuti eish mara I am sori bhuti ndikati no problem so what are you drinking. Akati ainwa Strawberry Lips tequila ndikabva ndati okay ndokuburitsa chino chibrick chema 200 rand ko ndambotaura wani kuti taishanda nema $ , plus ndainge ndakuda kumuratidza kuti mari marara kwandiri. Ndichibhadhara ndakamubvunza zita rake akati anonzi Kgomotso somehow handina kurikanganwa zita racho nekuti aiva kayellowbone arimupfupi anemateya. Kgomotso ainge akapfeka kamini dress so kaiva kapdupi zvekuti paakagara pasi kaisimuka zvokuti panti chairo raiwoneka, ndipo pandakavhunduka ndaona kuti ainge asina kupfeka panti racho, masasi iwe vana vemuSouth vakapenga.

Ndakagara naye apa ainge ane shamwari dzake two apa zvaiyita kunge vese vainge vauya naye to cheer her up since matauriro avo vaiti ainge arambwa neboyfriend yake. Ndakangozviti nechemumoyo ndosaka ainge aita rude pandakamudhuma achitenga madrinks. It was now around 10pm ndakatsvaga Kevy ndikamushaya apa ainge abatidza Uber yake akutotakura vanhu vaibva pa NewsCafe. Ndakaramba ndakagara naKgomotso kusvikira vamwe vake vaenda ndipo paakanditi so where do you stay ndikati Midrand iye akati aigara ku Kyalami Estate which is also close to Midrand, she asked kuti what time was I going home ndikati my friend who brought me here ayenda to drop someone in Sandton saka kana adzoka ndipo panichaenda. Kgomotso akabva ati if you don’t mind handei tese and shamwari yako can pick you from my place since it will be closer and on the way. Ndakaona pasina problem tikabva tabuda panze kuparking ndakaona munhu abutitsa makeys emota ndikabva ndati afambe pamberi since ndainge ndisingazive kuti aifamba nemota yakaita sei. Ndakanzwa chwi chwi alarm yemota muhu achivhura Range Rover Evoque , ndakaperwa zvangu ndikati iyi icash kaiyi. Kgomotso aiti kunaka plus mateya nemota inodhura so, tasimuka ndakamuti what do you do zvikanzi I am a doctor but this car was a present from my Ex husband.

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments