Kusvira Mpumi kuBeach Shamwari Dzake Dzakatarisa – PART 1

0
3697

Kusvira Mpumi kuBeach Shamwari Dzake Dzakatarisa – PART 1… Kuita kwemari kunenge kudada zveshuwa. Ndainge ndatora hangu kaweekend off kubasa kuJozi kwandaigara zvangu.

Ndakatora neshamwari dzangu ndikati boyz handei kuDurban tinombotambira hedu kubeach. Luckily vamwe vangu vaizvishandira saka they was no problem takangobatanidza tumari tiri 3 kudaro ndokubva tabuda makuseni chaiwo kuma 3 am iri Friday. Takafamba tisingamhanye hedu kwaticheneyi tainge tasvika kuHarrismith tigabva tambomira pane rimwe garage panomira mabhazi tichidya hedi breakfast.

Takasumudzira rwendo rwedu and by 11:30 tainge tati pfacha muDurban. Takangonanga kuBeach tisati tatombotsvaga kuti tichagara kana kurara kupi, takapaka tikamboenda mumvura hedu tichirohwa nemaWaves emvura, ndipo pandakaona kamwe katsvarakadenga kaingotamba kari kega kure nevamwe.

Loading...

Ndini uyo hangu ko zvemvura zvaiva zvedu ka, ndakaswimmer ndakananga kwaari airatidza kuti haatye mvura coz aiva kumberi mberi achiita kujamba pamusoro pewave parinouya so. Ndakaswedera paari ndokubva ndasumudza ruoko rwangu pamusoro pemvura ndokuti hi, my name is masasi. She just looked at me akati , Hi, haana kutaura zvakawanda inini ndikabva ndaenda kwanga kune boyz ndikati guyz ko lunch toita sei.

Takawirirana kuti titange taenda kunotsvaga lodge yekugara then tozoita lunch. Ndakabva ndati this is my chance chete kuno kumvura otherwise musikana uyu handaizomuona again. I said to the guys I will be back just now, ndaka swimmer back kumusikana uya ndokubva ndati, I forgot to ask your name ndokubva ati ndinonzi Mpumi, takatanga kutaura paye ndikamuti ko why uri alone ko hautye here maShark.

She smiled akati I grew up here and ndaiwuya kubeach almost every weekend but now ndakugara kuJoburg so ndaouyawo for the weekend and see the family. Ndakangosekerera so zvikanzi why are you smilling, ndikangoti I am also from Joburg also came for the weekend.

Ndakamuti I have just met you but I feel like I trust you already, inini neshamwari dzangu tirikutsvaga a place to stay for the weekend unoziva here where we can book. Akatanga kundiudza about lodge kunoshanda shamwari yake, ndikabva ndati if you don’t mind tiperedze then tikadzoka we will have lunch then todzokera hedu mumvura. Takabuda mumvura tikaenda panetuma Shower twuya tikageza mvura dzeSalt dziya ndokuenda kumota.

Kusvira Mumpi KuBeach

CONTINUE READING ON NEXT PAGE – CLICK BELOW

Comment with your Facebook

comments