Kusvira Mukadzi Watsano Part 5 – Ndakaoneswa Moto naMainini Vasina Kupfeka!

0
7264

Ndakaita mahweke nemwanasikana akange achizora makumbo mafuta, ari mushwi zvake asina kupfeka, zvidya zvose zveyellow nechuru chakasvibirira nemazamu zvaiva zviri pachena, munin’ina wamadam uyo, Shelly. Without replying I hurriedly turned round and closed the door. “Honey why didn’t you tell me kuti mubedroom mune munhu?”

Kusvira mukadzi waTsano PART 1 , PART 2 & PART 3 & PART 4

Kamainini kangu was in her third year kuUniversity studying medicine apa zvigoti kakanaka zvekuenda chaizvo beauty as well as brains. Masasi dai ndakaona munin’ina uyu ndisati ndaziva mukoma wacho kutaura kuno pamwe handaizomboroora mukoma wacho. Mainini had these mazamu akamira kuti twii kunge nzeve dzedhongi, mazamu avo aiti nyangwe vakapfeka bra airatidza kuti munyatso uyo. Dundundu rake raiva dukusa kunge chiuno cheigo, kana ari mahips apa ndipo paiva pamusha pawo, mainini vane magaro vakomana, that type ekuti you can see it from the front, mwana akakomborerwa iyeye masasi. Kutaura chokwadi I will begrudge the guy who marries tsvarakadenga iyoyo. Mainini vakamhanya kubuda mubedroom ndokusvikondimbundira nekunditsvoda padama. Munoona mazamu emhandara idambudziko kunesu vanhurume zvekuti kana asina kutopfekedzwa bra.

Loading...

Ndakambundirwa netsvarakadenga iyi soo mboro ikabva yadairira runako ndikamunzwa ave kugutsurira musoro. Ndakabva ndabva ipapo and sat down on the sofa so as to hide  kumira kwainge kwaita mboro. “Hindava kumhanya kudaro murume wangu, asi unonyara mukadzi wako” she mused as she pushed in trying to sit on my Lap. “No! Not at all dear, ndangoti ndikupe mukana wekuti upedze kupfeka” Ndakadeedzera more so kuti mukoma wake azvinzwe than in response and simultaneously crossing my legs kuedza kucover mboro yakange yatomuka zvehasha. Wifey akadongorera from the kitchen where she was preparing the evening meal ndokuona kuti ndakange ndapinda tight nemunin’ina wake who only had a towel wrapped around her mazamu, leaving her thighs and shoulders aripanze and was busy trying to squeeze onto my lap. She reprimanded her young sister on such indecent behaviour and told her to go and dress ozouya kunondikwazisa zvakanaka apedza kupfeka.

“Ah! Sisi pane chavasingazive here bamkuru, inga takangofanana wani, Handiti ndiri mukadzi wavo. Tinogona kutorara tese futi, there’s nothing wrong vakoma”, achifamba zvake achizunza mazigaro ake akananga kubedroom. As she seductively walked away matako ake aiita kunge mabasket ball arikubhambiswa, kungotarisako chete kwandakaita ndakabva ndamerera ndaakutonzwa kuda kumutevera kubedroom ikoko. She had grown some since I last saw her because now I could make out almost half of her mazamu on the side of her body as she walked away from me. Damn mwana akabatana mhani uyu masasi.

My wife had found her sister waiting outside when she returned from kuoffice kwatsano in the morning. She had come for the weekend sezvo aiva pamid semester break. I sat there ndichinyara nyara because I felt embarrassed I had enjoyed the feel of mainini’s warm and soft skin against my own, the feel of those youthful minyatso ainge ayita kuti ndinzwe kuda kusvira and yet I felt relieved kuti wifey had rescued me from a potentially embarrassing situation,ndakashaya kuti ndoita sei. Ndiye simu ndokufamba ndonanga kukitchen kunotora doro from the fridge. With beer in hand, I walked up to my wife pastove and hugged her from behind and gave her a peck on the neck in thanks for having saved me from her lil sister. She turned around from the stove, smiled and kissed me square on the mouth then told me to save it for later.

She’s in a good mood I thought ndichifamba kudzokera kuenda lounge. Ndakabatidza TV ndokugara pasi zvangu flicking through the channels asi there was nothing of interest, my mind drifted and I found myself recalling an incident past. Makore maviri akapfuura when I was still wooing my now wife, so vivid is the memory it could have been yesterday. It had been more than a month since I had spent some quality time with my sweetheart because I had been busy travelling all around the country nebasa so this weekend was special, I was finally gonna get mukana wekuti tisasane zvedu after what had seemed an eternity. Musi uyu ndakabva kumba kwangu ndakairodza nekuti ndakange ndiine zemwa rekuti ndaigona kusvira mufi akamuka and zvebonyora would not suffice at all, ndaitoda riri beche chairo.

Wifey anga achangopedza degree rake, found a job at an NGO and was renting a 1 bedroomed apartment mumaavenues, semataurirwe azvo, so that she could be pedyo nebasa, but in all truth ndaiziva zvangu kuti it was only so that she could be independant of her over-bearing brother, Tsano. Ndakatenga bunch remaroses rangu pamaflower vendors emunaJason Moyo paside. I called ahead and notified her kuti ndakange ndaakusvika.
“Please dear pass by Spar Athienitis unditengerewo a tub of ice cream, ndinoda rum & raisin”
Handina kumbozeza as I was a man on a mission. Ndakatowedzera bar rechocolate. Ndakasvika pa flat pake and parked at the rear parking yematenants and went up. Ndichisvika padoor mboro yakange yatomira kare zvekuti door ndakazongonoka zvangu neruoko zvechirango but mboro yakange yaknocka kare. “It’s open dear, just come in, I’m in the lounge”

Scroll down to page 2

Comment with your Facebook

comments