Kusvira Mukadzi Wemazigaro Tasangana MuCombi PART 2 – Ndakasvira Letwin Ndikatadza Kutunda!

0
7452

Ndakashama ndichisvika kumba ndichiona Letwin akagara paDoor rangu.

Gedhi repamba ndaingorisiya rakashama sezvo pane vanogara kucottage. Akapopota achiti ndakanga ndamusiya mukombi ndichiprefer Getty mukadzi wemunhu. Ndakangomubhata bhata ndichimuudza kuti mwana watete muzukuru wasekuru hanzvadzi yababamunini.

Ko manje maDVD awanga uchitaura kuti unoda kupihwa nemuface wako ndeapi”
Ndakangoti tazomaonera kumba kwake ndosaka ndanonoka kudzoka. Zvakandinetsa
kuti yaiva ichiri yemamovie here nyaya yakaita kuti amirire kusvika idzonguva dzakadai. Ipapo ndopakakatanga kundiudza kuti kaitoda kusvirwa neni. Ndakabva ndaona kuti beche rinoenda panobva kusvirwa rimwe. Ndakazhura door rangu iye achibva angopindawo, nekuneta kwandaive ndaita handina kumbofunga kuti ndaigona kumusvira. Ndambozama kumuudza kuti taizosvirana mangwana sezvo ndaiva nehope asi iko hakana kumboda
kuzviteerera. Letwin akandimbundira akatanga kuchemera kusvirwa semwana anoda
mukaka. Kuramba ndakambozama asi kana beche roda kusvirwa inhamo chaiyo.

Loading...

Akandidhonzera pasofa iye achitevera pamakumbo angu. Vakomana ka ini zvebonde ndaiva ndava kusada, zvokuti mboro yangu handifungi kuti yaitombomira. Akaibata achitambisa machende angu asi hapana chandaimbonzwa.. Akamboedza zvipi nazvipi asi aingove machira chete. Akambofungira kuti ndaiva ndasvira mukadzi wandaive ndabuda naye mukombi but manje ndakabva kumba kwaGetty ndageza muviri vangu saka hapana
chaaizomboziva. Akabvisa hembe dzake dzese achisara asina kana chinhu, chemusi uyu chine munhu pasi. Mwana uyu ane body vakomana, kutangira kumazamu kusvika kumakumbo chipo chaiva nacho. Akandiona ndichimuyeva akabva atanga zvekare kuibata, achiidya semunhu arikudya nzimbe. Zvechokwadi chinhu chinonzi mboro hachiite, hakuzi kumira ikoko sendaiva ndisati kumbosvira muhupenyu hwangu. Ndega ndakatoshamiswa
ndichiti kosimba rabva kupi munhu anga achangobva mukusvira Getty wemazigaro.

Mboro yakamira zvaityisa imi asi ndaingonzwa kuneta asi Letwin haana kumira nekuti rake beche rainge kutota kare tichiri mucombi zvekuti musi uyu akatoti nhasi ndaingatoita rape chaiyo. Letwin akatambisa mboro , ini nekuneta handina kana kuwana nguva yekumubata bata nekuti ndaive ndakuda kurara. Ndakamufongoresa ndikaiisa nekumushure apa inini ndaiziva kuti ndikasvira nekumashure ndinokurumidza kutunda. Zvemusi handina kuziva kuti semunhu ainge abva kumbosvira this was round 2 saka yaitova long play chaiyo. Ndakachinja mapositions 5 chaiwo apa Letwin akambotanga achinakirwa semunhu aiva nenguva asi ndakazonzwa munhu akubvunza kuti nhaiwe asi wombonwa mushonga wekumisa mboro sei usiri kutunda. Apa Letwin ainge atunda ka 3 chaiko, ndakawedzera speed yekusvira asi ndainge ndisiri kutunda. Letwin akapa kutenda ndakasvikira kurara ndisina kutunda immmiiii kaiiimmiii. Munongoziva kuti musikana anobatikana kana asina kundisa murume. Akabva atanga kuidya achingoda kuti nditunde chete, inini ndaiziva hangu kuti yangu round 2 i hour chaiyo ndisati ndatunda. Izvi zvakabata Letwin akazoibata akatanga kuibonyora neruoko apa ndakabva ndangotiiii tttsaaa tssaaa tssaaaa. Hope dzandakarara musi uyu dai ndisina kumutswa na Letwin akuenda kumba kwake kunogadzirira kuenda kubasa ndaitononoka kubasa.

Chandina kuziva kuti Letwin akaramba defeat aitoronga kuti achadzoka futi kuti tizosvirana futi, akangoti ndiuya futi it willl be a surprise…

Comment with your Facebook

comments