Kusvirwa kunorwadza here kana murume ane mboro hombe?

0
4424

Kusvirwa kunorwadza here kana murume ane mboro hombe?

Kana ukamurega achizama kupinza mboro usina kunyorova zvinokwanisa kurwadza. Zvinokwanisa kukukuvadza mukati. Mutemo wazvo unoti imbotambai muchibatana batana kusvika wanyorova mukati. Unokwanisa wega kuziva kuti kwanyorova uye pamwe unotoyeredza yakaita seori inotsvedzerera kubata, kana zvadaro chivhura makumbo, worerutsa muviri murume anyudze mboro yake.

Pakupinza kwakwe panoita kumwe kunaka kusingatomboiti asi kunongoitika paanopinda chaipo. Kunaka uku kunokuitisa ude kukoirana nemurume kuti mboro yake ikwizirire madziro emukati mebeche rako. Kana murume wako asina kuchekwa ganda iro ganda racho rinokokota madziro ebeche mboro ichipinda nekubuda muchikoirana kudaro.

Loading...

Kana usina kunyatsonyorova unotonzwa kukweshwa neganda zvinonaka. Chimusoro chemboro chinovhura mberi chichitatamura madziro.

Kana wakanyorova zvinotonaka. Hapana chinomborwadza kana wega unongonzwa wotochemerera nekudzungaidzwa nekunaka kwacho. Hakuna anokuti batirira murume asi wega unongowanika watobatirira.  Kana wava nemurume wekuroorana naye usatya kuiswa nekuti kunonaka zvisingaite. Saizi yemboro haina basa, inopinda chete zvakangofanana kana wakanyorova chete.

Mazuva ekutanga zviri nani kuiswa wakarara manhede murume ari pakati pemakumbo kuitira kuti anzwe zvaunotaura. Zvikakurwadza womuudza ambomira uyezve unomuudza asaita zveganyabvu asi akoire zvakapfava kusvika iwe wakuda zveganyabvu. Kune vakadzi vanoda zveganyabvu nguva dzakawanda.

Comment with your Facebook

comments