Kusvirwa kwakaitwa Mai Noku muOffice murume arikubasa

1
32043

Ndakakokwa ku party kumba kwa aunty vangu Friday night musi we Heroes day, since ndaiva ndisina zvandaiita I had no choice but to go. Ndakasiya Noku na maid, ndobva ndafonera baba Noku kuti ndainge  ndadaidzwa kumba kwehanzvadzi yavo ku party. He agreed zvikanzi enda hako since iye ainge aenda out nebasa. Ini nababa Noku kutaura chokwadi hatina kana problem mumba medu ende murume wangu anosvira zvekuti anonditundisa and anondigutsa pese paanondisvira, plus anodichengeta. Handina kumbobvira ndakakwirwa neumwe murume kubva zvandakaroorwa nababa Noku.

Anyway, ndakasvika kuparty ndokutanga hedu vanhu kufara, painge pakasangana mashamwari atete vavanoseenza navo kubasa kwavo, vakadzi nevarume, ha party yacho yainakidza zvekuti pfee.

Ndaingotamba nekufarawo zvangu nevamwe vakadzi ipapo uye natete, tichifara kudaro ndakabva ndanzi natete nhasi sununguka hako mai Noku uri pamba patete baba Noku hapo kana uchida kungonwawo tu reds utu kuti uwane kunatsofara zvakana unongotorawo hazvina kushata. Ndakatora one, two, three ndikanzwa ndaakunzwa tudzungu ndobva ndaakunwa hangu zvishoma zvishoma ndagara pasi. Doro ranga ratopinda kudhara musystem munongoziyawo kana usina kujairira. Ndakatanga kunzwa nyere yekuda kusvirwa ndikashaya kuti ko zvabva nekupi futi, ndichipishingana nepfungwa kudaro pakabva padarika murume achitonwa zvake hwahwa achitaura pa fone, hameno chakaita kuti ndirambe ndakamutarisa, haa painge pane zverume ipapo, kuti ndiziye kuti pfungwa yakabvepi handiziye asi ndakatotanga kuita kamoyo keruchiva kaye, apa ne spray yainge akapfeka, haa kutaura chokwadzi ndakanzwa matinji angu achibhedhenuka mukati me pant.

Loading...

Apedza kufona ndakaona murume uye odzokera zvakare kwaanga abva, ini ndakangosimukawo kuti ndiende ku toilet, ndabva ndaona murume onditarisa, ndakacheuka ndikaona anga achiri akangonditarisa, zvikagoti ini ndine dako rekuti murume wese akandiona anotofunga kuuya kwandiri achifunga kuti ndinomuDAKO, ndakapinda mutoilet ndokuita weti asi  ndakatonatsonzwa kuti beche rangu rainge ratotota

Ndakapedza kuweta, ndokubuda mutoilet, ndichingoti budei murume uye akabva angouya padhuze neni achiita kunge arikudarika kupesana neni ndobva ndaona muruoko make achinditambidza something achitopfuura. Ndakatambira ndobva tapfuudzana, ndichinogara pasi ndakatarisa wanei I business card rake, zita rake Masasi eHarare, zvese ne fon number ne address yekubasa kwake zvanga zviripo. Ndakamboda kurirasa ndafunga baba Noku asi umwe moyo wakangonditi tora. ndakatarisa kwaaiva bva ndaona akanditarisa ndobva anyemwerera, akabva aisa ka sign neruoko kaye kekuti call me, bva adisapear.

Ndakati kunatete ndaakuda kurara coz beer rainge randibata plus zemo mahwan but ndaisada kuita zvinhu zvomakisa, ndakapinzwa muspare bedroom bva ndapinda apa I was alone zvangu imomo, ndakapinda bva ndakiya door, bva ndabvisa hembe zvangu kuti ndirare, ndakabva ndangogaya bva ndatora business card riye nefon yangu, bva ndafona Masasi bva adaira zvikanzi I never thot kuti uchafona, I explained to him kuti am a happily married woman and I don’t know why I was calling him and all maybe inyaya yehwahwa hameno, akati not to worry he wont do nothing stupid but he was to call me mangwana, ipapo akabva ati good nyt bby, ndikati nyte bva ati chiita bhabhai daddy, haa hameno zvandaingonzwa so ndichitaura naye, ndakarukana ndati bhabhai daddy iye bva akata fon yake. Ndakazomborara here ndaakungoona face yake apa akaumbwa zvekuti ukabhaizika face yake akanatsogerwa unogona kugaya kuti mukadzi nerunako. For the first time ndakazongokaruka ruoko rwaa pamatinji ahh chigunwe mubeche apa ndichifantasiza ndina MASASI achindisvira till ndatunda bva ndatobatwa nehope.

Mangwana akasvika, ndobva ndaoneka anatete ndobva ndadzokera kwangu kumba, ndichingosvika ndakanzwa fon yarira wanei inumber dza Masasi, mamuka mushe here mai mfana, makazofamba sei bla, blab la munongoziyawo nyaya, tichiri kutaura kudaro Masasi akabva anditi ndokwanisa here kupinda mutown on Monday maskati time iya yekuti even ndakabva kumba vanhu even maid anenge achiziya kuti ndapinda mutown he told me kuti ndoenda ku office kwake pane nyaya yaainda kutaura neni takagara pasi face to face, hana yangu yakarova zvakabva zvasangana zvese kutya nekufara kuti what am I doing asi kamoyo kaingoti iwe enda unomuona, unobveiko apa baba Noku vatoo ne almost three weeks vaenda out negraft, ko ndi truck driver ka vanoita cross border.

Weekend yese yakazongopera ndichikuvara nepfungwa, till Monday kusen Masasi paakafona to confim  kuuya kwangu of which I did and he gave me ma directions eku office kwake, ndakanyatsogeza zvakanaka ndokunatsopfekawo zvinhu zviri decent hangu semukadzi akaroorwa asi zvinorakidza kubatana kwangu kwese, apa zvikati ndinechipo chebeche asikana, even ndakapfeka jean unonatsoona chin’ena kufutirira zvese ne V shape inonatsorakidza matadza ebeche, even kana ndaka mira so unoona kagape kaye kari muzvidya padhuze ne beche kaye kanonzi nechirungu ka IFD, meaning Inter F#ck-able Distance, plus ndogona even kusvirika ndakamira mboro inonatsopinda

Ndakapedza ndokupinda muroad ndokusvika pabasa pa Masasi bva ndamu beeper he foned back and asked me kupinda stret ku office kwake, hana yangu yaingorova pese ipapa nekutya nekuda zvese, apa ndainatsoda kusvirwa asikana mwari andiregerere. Ndakapinda muoffice make wanei mune couch nema chairs ne desk ne laptop yake, akabva afonera secretary wake kuti no fon calls coz he was going to be in a very long meeting and he smiled akanditairisa, Masasi is a funny person so loving to be with munoziya? anyway munhu anotaura zvaanoda.

Kusvirwa kwakaitwa Mai Noku
Mai Noku

Go TO PAGE 2

Comment with your Facebook

comments

  • phinias tapfuma

    Zihure tibvirepo nxaa