Kusvirwa naKells weZimboro Tasangana MuBathroom PaXmas Party Kubasa

0
13245

Ini ndinonzi Sarah, ndiri mutsvuku, plus face yakereba and ndinemalips mahombe zvekuti
wega ukaaona unotoona kuti akafitwa nekudya mboro. Handina kunyanya kunaka sterek sterek asi ndakanaka zvangu

Any I was married to Tiri tine vana vaviri, murume wangu anogonawo hake kusvira zvekuti
handingashore.Tine tunhu twedu imba ,mota,mari, zvekuti to be honest handina chandoshaya, zvekuti pfunga yekuita chikomba haina kumbobvira yauya mupfungwa dzangu ever since. Nyaya yakatangira patakaita Xmas party kubasa yekupera kwegore  kubasa kwedu, tainge takawanda ini nemaworkmates angu plus vamweo vainge vakakokwa, pakafarwa pachidyiwa all sorts of foods, hwahwa uhu, ini hangu ndainwa ma light beers tunana reds utu, asi ndaisada kuita zvekudhakwa ndaizononetsana nemurume wangu kumba. Dzanga zvino dzaakuma past 7 apa ndaakunzwa tudzungu plus ndaakuda kuenda kumba, ndakati regai ndipinde mutoilet, hameno kuti ndakabhaizika sei ndokupinda mutoilet yevarume, ndakatosanodzikisa trouser randainge ndakapfeka ndaakutodhasharara makumbo wanikwe pane murume arikutoita weti, asikana ndakambofreezer brain dzangu nezvandakaona. Ndakaona mboro iya inohi mboro asikana, ngaisvibirire, ndaiite tsinga apa inenge yanga yakamira zvishoma, coz ndakanatsoona kunaka kwayakaita nekuti yakachecheudzwa musoro wayo kunge howa soo, ndakanzwa ropa rangu kumhanya ipapo
ndikamerera asikana, ndakazongoerekana ndati sorry coz takatarisana mumaziso nemuface uyu paainge aakuzunza mboro yake, ndakabuda ndokunopinda muladies. Asikana ndakatsunzunya maziso pandaiita weti, ndokuona picture yemboro iya ichirimo chete
mumaziso angu, shiiiiiiiiiiiiiiiit, I said to myself, ndichatomutsvaga chete munhu uyu heyyy!!!

Ndakapedza kunoita weti, asi kwekupedzesera kweweti yangu kwaidonha tuma siriri tunyaidza mheche meaning ndainge ndatotesa beche after ndaona mboro iyi. From toilet ndakaenda straight kune mafriends angu ndikati asikana pane this guy wandaona, ndisati ndapedza kutsanangura ,ndobva ndamuona, ndikati uyo, handimuziye ndiani ko iyeye zvikanzi ne one of my friends awuya naChris weku accounts, zvikanzi aita sei ndikati I thought iget crusher. Ini ndainge ndaakuziya kwekumutsvaga. Ndakabva ndaenda hangu kumba asi asikana, asikanaka!!! umm zvakaoma, chero baba vekwangu mboro yakadai havana kutaura chokwadi, zvakandishungurudza all the way kusvika ndasvika kumba, musi uyu ndakasvikosvirana naTiri ndikatunda katatu nenyaya yekuti ndaingoita imagine ndichisvirwa nemboro yandakaona, izvi zvakandipa shungu nehukasha hwekutsvaga
madetails emunhu uyu. Ndakamufonera Chris hubby pavakambobuda, ndobva ndamubvunza
kuti munhu waakauya naye kuparty ndiani, akabva anditi anonzi Kells anogara kuFio.

Loading...

Ndikati ndomuwana sei zvikanzi mutsvage paWhatsapp, ndakabva ndapihwa fone number dzake. Ndakamutsvaga wena ndokumuwana, ndakamuisira inbox, ndikati Hi Kells pasina kana five minutes after ndamuita App ndakanzwa fone yangu yaakurira, ndakadaira
ndikati ndiani zvikanzi Kells, maimwana ndakabva ndamerera, wakadii hako, I need to talk to you but not pafone plus ndirikunyara, zvikanzi maya taura hako haisi problem, ndakamuudza zita rangu nenyaya yangu uye zvakaitika musi weparty ndikati shuwa handisati ndambosvirwa neumwe murume kubva zvandaroorwa asi pandakaona mboro yako nanhasi
pfungwa dzangu dzakadhanganyika. Kells anenge aivawo hure rechirume nekuti haana kana kumbotora nguva ndakanzwa akuti saka ngatiite plan tisvirane. Ndikati I will call you kana hubby aenda out nebasa toona kuti todii.

continue reading kuPage 2….

Comment with your Facebook

comments