Kuti murume asahura ndingaite sei?

0
5500

Kuti murume asahura ndingaite sei?

Mhinduro…

Munhu wese anohura nokuda kwechimwe chezvinhu zvishomanana zvinokonzeresa vanhu kuhura asi zvikonzero izvi zvakasiyana kuvakadzi nevavurme.

Loading...

Murume kazhinji anohura kana akaziva kuti haasi kugutsa mukadzi wake wemumba. Izvi zvinoitiswa nokuti anoziva kuti anofanirwa kunge achigutsa mukadzi asi haazivi kuti zvoitwa sei. Kuzoda kuhura uku kutsvaka kupiwa reassurance noumwe mukadzi kuti anogona basa kuti agowana chokumhura mukadzi wake nacho. Chimwezve ndechokuti akakurira mumhuri ine vabereki vaihurirana zvaizikamwa nevana.

Chimwe ndechokuti haana self respect saka haakwanisi kupa rukudzo kune umwe munhu iye asingazvikudzi.

Murume wako akangotanga kuhura hazviiti kuti azorega kuhura.

Hapana chaunokwanisa kuita kuti murume wako arege kuhura kana ambohura.

Comment with your Facebook

comments