Kutunda kwemukadzi panguva yebonde – Ngaakuudze kuti daddy ndakutunda, daddy ndakuuya, daddy zvakunaka!

0
7000

Kutunda kwemukadzi panguva yebonde – Ngaakuudze kuti daddy ndakutunda, daddy ndakuuya, daddy zvakunaka! Kutunda kwemukadzi panguva yebonde kubuditsa kwaanoita hukadzi hwake mushure mekunge tsinga dzemukati mebeche rake dzasvika pakutadza kucontainer pressure inounzwa nekunakirwa kwaanenge aita mumuviri wake nekunzwa mboro yababa ichipinda
nekubuda mukati mebeche rake.

Paunotanga kubata mukadzi wako muviri wake unodaira.Anotanga kunzwa achisimudzwa mbijana- mbijana achinyura kupinda mune imwe nzvimbo izere huchi.Anotanga kumerera nekunakirwa.Magetsi emuviri wake anoconnectika kunge akanamatidzirwa nematurbine ese
epaKariba neCabora Bassa.Anotanga kukwira temperature yake yekunzwa kuda mboro yako mukati make.

Kapoto keoiri yake kanodeuka otanga kunyorovesa beche rake zvichiita kunge mvura iri kusinira mukasipite kepakati pegomo kana kunge mafuta echimombe chidiki abikwa adonhera pajira rakasvibira achimwirira ipapo. Mumwe anotoverera hunyoro ihwohwo
zvekutohubuditsa panze uchimubata kunyanya vaye vane zvuru. Paanenge achidaro anenge achigainer intensity and pressure at a higher level zvichiungana padundundu rebeche rake.

Loading...

Paunozopinza mboro yako mukati make kunakirwa kuye kunowedzera times 15 obva
apengereka nekuyuwirira. Manerves ake anodunduvarira mukati achizvimbirira-achizvimbirira nemvura yehukadzi. Anosvika pakuita explode, ndipo anobva abuditsa
hukadzi huye kana kuti romantically speaking, juice yake. Ndiko kutunda uko.

Kuti mukadzi ave kutunda, zvakanaka kutoziva nekuudzwa naye. Semurume nemukadzi mumba menyu bonde rinonakidza, kukubatanidzai nekukubhondayi chaizvo kana muchiita communicate pabonde. And pabonde hapana nguva yeprinciple kana kunyara kana hu good boy/good girl. Pabonde ndepekuchinja hunhu kutora hwepfambi chaiyo. In fact pfambi is a
light word. Kuita hure chairo both of you. Ngaakuudze kuti daddy ndakutunda, daddy ndakuuya, daddy zvakunaka, daddy zvakuwedzera kunaka, daddy ndakutunda kani, daddy kani, oita zvimasounds zvacho zvisiri zvekudzidzira kwete.

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments