Kuvava kwepamberi pebeche remukadzi kunoitiswa nei?

0
3275

Kuvava kwepamberi pebeche remukadzi kunoitiswa nei?

Pamberi panokwanisa kuvava zvakawedzera imwe nguva yemwedzi, zvikuru kana uchangobva kumwedzi nokuti chibereko chinenge chazvisuka saka panobuda zvinonyorovesa bhurugwa.

Pota uchimbobvisa bhurugwa pachirohwa nemhepo. Uyezve pfeka mabhurugwa ecotton chete asina zviri Artificial paari. Kana zvichivava zveganyabvu enda undotesitwa kuti pane utachiona here, zvikuru kana pachibuda hwema hwakaipa.

Loading...

Beche remunhukadzi rine ma Bacteria ari balanced zvakanaka asi kana balance ikakanganisika unokwanisa kuvaviwa. Kana wakambopinza chinhu chisiri mushona, tampon kana mboro, zvinokwanisika kuti une infection saka enda undokasira kurapwa.

Comment with your Facebook

comments