Kwavakuseri Kwekumberi Singer Royal Bee LOVES Small Houses?

0
1685

Kwavakuseri Kwekumberi Singer Royal Bee LOVES Small Houses? We ask this because we saw his latest Facebook Post on his Profile Muyera Moyo.

Royal Bee

“Se Sunday so izuva rechokwadi regai tivaudze vakadzi ava Why Us (men) always go back to Small House:

Loading...

1. a small house is not MOODY (one of the biggest problem with mai vemumba)

2. a small house believes in “anytime is tea time” unlike my wife who is only “active” after 10pm

3. they initiate it (MEN LIKE THIS YOOOO!!)

4. a small house can read when her man needs it, anozviona kuti “zemo rauya iroo” but mai mwana one day vakazori reader-woo she then goes back to her bunch of antics , haulumi untill 23:00pm (men can agree with me here)

5. a small house does not have any REASON like madam to turn down a sex move, mai vemumba has more than 20 reasons or more, vozoti after 10 mins vazoyeuka zvakaudzwa naMai Mfundisi vozoti “watiiko honey paya zviya?” ” I was joking kani” apa mrume anenge atobata Quart hake, libido gone kudhara

4. a small house is never occupied to turn away a sex move, mai vekumba vanoti “ndisiye ndibike magetsi asati aenda”, “ndchambonowacha ndozodzoka mhani iwe!”, “unomutsa mwana iwe, akamuka unogona kumunyararidza iwe?”, “iwo maskati machena iwaya?”, “mumba munozonhuhwa, Pastor vakauya vanotii?”

5. small house haiswere neZambia, inombambachira even at 6 am, small house haityiri her hairdo than madam, ( madam kana vakarukwa nhasi..3 dayz haulumi, inenge iri “yowee kani”, ” usabvanganyure bvudzi rangu apa, you didnt give me money for the hairdo after all” even ari mrume anomupa $ for it

6. THEY DONT COMPLAIN ABOUT MY DRINKING, doro vanochengetedza, havarasi nemarara samai vekumba

7. musi unenge uchitamba Man United yaDaddy neimwe team small house yangu knows , sometimes she knows even 8 or more Man United players(ndirikunyepa here?). madam becomes moody kana bhora raakuda kutanga bcoz she knows kuti she wont be able to watch that Nigerian movie saka ini hangu zvekumudhurirwa handidi..ini tande kunoona bhora ndakasununguka

8. in an small houses’s mind when she thinks of her man is how she will initiate the sex session yanhasi..madam vakangofunga mrume kugaya kuti “haadi mai vangu”, “plus munin’ina wake arikuuya kugara pano,, ndichamuwachisa kusvika adzokera hake mira uone”

9. madam acts sexually naughty musi waanenge abva kuChina chete..mangwana she becomes my sister. small house is evergreen mai mwana. Madam pamwe pacho vanozoita kuyeuka kuti zviya hooo zviya!”

10. mai vekumba has one kid is too busy to intertain a man but small house ine 2 kids can manage her chores well with her man’s needs, unotoshaya kuti zvoombofamba sei namadam shuwa

Gore rino!

‪#‎MUNGANDIDII‬?‪#‎ROYALBEE7‬” He posted on his Facebook.

Watch his video here….

His real name is Brighton Chigwida and we hear he has a website…. ROYAL BEE

Comment with your Facebook

comments