DzeBonde Madzibaba Bhenji vanopa mukadzi Key to Lock murume wake mukati mebeche remumwe...

Madzibaba Bhenji vanopa mukadzi Key to Lock murume wake mukati mebeche remumwe mukadzi!

0
7086

Yainge yava batai batai mumusha weWaterfalls muna Masocha pasangano re Johanne masowe yechishanu panotungamirwa naMadzibaba Bhenji vechidiki.

Eunice Madhambure ane makore 24 ekuberekwa akaenda pasowe iro riri muWaterfalls achida kubvunza kwaive nemurume wake Sydney Mare aive nemazuva asiri kurara pamba, Eunice ndopaataurirwa namadzibaba Bhenji kunzi murume wako ari mulodge muroom 12 mukadzi akakumbira kuvabata ndipo paakanotenga key, madzibaba ndokumuti kiya.

Murume wa Eunice ndokunamiririra nemusikana anonzi Lucia anova muvakidzani wavo, mukuru welodge ndiye azofona kutaura kuno vatakurwa kuendeswa kumasowe varume musahure zvakaoma zvinoitika munyika umu. Uye vakadzi siyanai nevarume vevanhu magwana ndiwe.

Loading...

Honai mapictures acho pano

Murume ndokunamirira

 

Masowe

 

Johanne masowe

 

Murume ndokunamiririra

Are you looking for a new job?

Are you unemployed and want a new job? Or maybe you have a job already and want to find greener pastures? We have all these amazing Job Listings just for you. Take a look and find that amazing Job Today.  – See All Listings
Loading...