Masviriro Andakaita High School mate yangu kuCapetown

0
3171

Ndakaita motormechanics ndika qualifier muna 2013 sezvatoziva ma basa anonetsa chaizvo muzimbabwe ndakatozama kutsvaga kwese even kunaana museyamwa asi zvairamba.2014 yakunopera sekuru vangu hanzvadzi yaamai vakanditi ndiuye kuCapetown pamwe ndingawane something to do. Sekuru vangu had a good job saka vaibhadharwa bhoo apa vane zimba riri heavy.

Hazvina kunditorera mwedzi ndakawana basa pakambani youmwe muvheti akambogarawo muno muzimbabwe aiwirirana nakulez saka ini ndini ndaitova ndine maqulifications anotyisa Class1 artisan apprenticeship trained basa ndakarova ndichigadzira mota mugadziriro we harare ma Benz ma Peugeot ma BMW even ma tractor nema generator muvhet akafara akandiita right hand man wake, ndava kufamba naye everywhere kwaanoenda chaakafarira ndechekuti ndakavimbika that much I know myself saka anondipa ma keys epayi zvapo panogara maridzake ma pin nhamba ekuma bank ndomaketa saka it all means kutoti homwe dzakafuta.

Kubudirira uku kwakaita nditsvakewo ka flat karinani ndibude muden makulez but gogo yangu havana kufara nazvo coz vaindifarira chaizvo taiwirirana zvekuti kulez vaitoti haa iwe ndiwe uchatondigara nhaka kkkkkkk.Zvisineyi rimwe ramazuva pagraft pakauyawo imwe customer ichichema chema mota yake aiti irikushaya power mota yacho anzwa nokubuda mari vanamakanika jahwi vachiitadza mota yacho i Peugeot 508 ipapo ndakasheedzwa semunhu aizikanwa kuti ndaka trainer nema Peugeot ndrikuZim, ndakasvika wanike muridzi wacho ndekano kamomz kechidiki ka bhebhi zvako kakabatana katsvuku tsvuku kane waist diki mahips nematako mahombe kuzoti mazamu akanyatsogara mubra akaita kunge ma orange izvi zvaisava zvinyowani nokuti ndaisangana nazvo everyday ndakangoti haaa zvima S outh African zvekuno ma1 masasi eharare semunhu aiva pabasa ndakasvika pfungwa dzirikumota ndakakwazisawo customer zviribhoo bhooo nechirungu ndokubvunza problem, ndokubva atsanangura akati arikuda kuti mota igadzirwe ndakamusainisa mapepa e checklist nezve ma job cards tiripakati pokusainisana ndopaakati, Do I know u from somewhere ndikangoti Ahhhh am not sure you tell me maam.

Loading...

Akati your face looks familiar but am forgetting were i know u from ndakngoseka ndikati ahhhh pI am sure you just mistook me for someone you know pakamboita ka silence ndobva fone yangu yarira ndikadavira wanika ndimuchembere kumusha dzoke ndobwereketa ndapedza ndikati sorry maam that was my mum, ndobva anditarisa akaseka zvikanzi Unonditi sorry iwe haundizive,veduwee ndakanzwa kufara kuti ndawana wekumusha ndombotaurawo Shona ndikati aahhhh munotaurawo shona ndobva anditi ndobva ku Zimbabwe and kana ndichirangarira takaenda tese ku high school, ndakafreeza ndobva pfungwa dzese dzamhanya ku high school ndikati aaaahhhh Tasha ihhhh tese takashamisika iye ndokuti ahhhh Joe akanditi ndipe number dzako ndozokufonera tigombotaura ndikamupa iye akandipa dzake.

Tasha aiva one of those fly girls kuchikoro, she had a good and well structured body she was the most beautiful girl mu stream mangu aidiwa ne every guy but isu ana Joe taisakwana taitovawo shuro dzomubhuku aidanana ne maface ane bling munongoiziva zveyekuHigh school but ini zvangu ndaingofira mumoyo nokuti mwana anga akabatana.We never spoke ku high school zvekuti ndakatoshamisika nekundifarira kwaakandiita paakaziva ndini ndakangoti haiwa zvipikowo ana Tasha hapana hapana.Mota ndakazogadzira ikauya kuzotorwa nemurume wake. Murume wake airatidza kuti munhu ane mari after testing the car he personally gave me tip ye 500 rands as thank you ndikati thanx ndozvandakavinga kuno zvemari hatiirambi.

Continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments