Masviriro andakaita Madam vandibata ndichitundira palawn!

0
8837

As usual, I was taking my duties in the yard samukomana wepayard. Dzakanga dzakuvavarira kuma9 makuseni apo I felt pressed neweti, sezvo anga achiri mangwanani uye taingova vaviri pamba apa ini nemukadzi waboss uyo wandaiziva achimuka kuma11 am zvichienda mberi. Kana zvakakwidza taigona kuita kana two days tisina kumuona panze, I just looked around to see if I could just relieve myself. Ndakaizvomora zimboro rangu remusoro unenge chibhakera chemwana muchichikadubura changu ndokutanga zvangu kuchachadza ndakaita kutarisira mudenga nyama dzose dzemuviri dzichiteerera, munongoziva kafeeling kanouya nerelief yekubundisa weti yemangwanani. Ndichingonotanga kuizunza zunza ndakatsinzinira zvangu ndikanzwa;

”So that’s your new toilet nhai? Ndofa kuti loan irikusvibira nekudiridzwa izvo uribusy kutundira pandinotandarira nemurume wangu, uri nhubu yemunhu haikona nhai?!!” A female voice shouted from the upper bedroom window. I raised my head and I was  shocked when I came face to face with my boss`s wife. I knew her quite well that on several occasions the boss had to come for my rescue after she fired me. Mai vane hukasha ivavo, vakatanga kupenga so vanoita sevachakuwetera mumusoro. Hameno kuti musikana webasa aigarisana navo sei, ini ndakange ndakazvitadza because hapana pataipindira kana one time.

Now on this day ndakange ndabatikidzwa red handed chaiyo, iya inonzi nevakomana wabatwa ruoko rutsvuku kana kuti wabatwa musvo. To make matters worse my boss had gone out of the country for some days, uyuwo Wadza musikana wemumba akanga atora mazuva maviri hanzi mbuya vake mukadzi wemwana yehanzvadzi yake vakaita mabiko. Saka pamba apa taingova vavengi vaviri, asi chandaivengerwa ini ndakachishaya kuti chii chaizvo.

Loading...

It was all over for me I thought. ”I am sorry madam” I said hurriedly at the same time struggling kuedza kumvonyera zimboro rangu muchikadubura. Zvinhu zvinemawarawo futi vakomana heyi, ngarirambe apa musoro wabatwa nekashinda kairudunukira iyo yedu yekuirikidza zvikambanga zvakasakara iyi magardern boy pakaipa pakaipa kani kana wsvika pasituation yakadayi. I flashed my eyes up again, kwakuona mukadzi waboss akanditarisa semurimi akatarisa danga rezvihuta izvo zvadai kunetsa izvi.

”I am so sorry madam, pliz forgive me.” I pleaded uku ndakusunga rutambo rwaibata chikabanga mukati mehovhorosi, Haa aya ndoiva ma1 manje kutaura chokwadi ndakange ndazoigochera pautsi.

”Handidi zvekusheedzerana newe kumayard kuno, poterera upinde mumba tisangane kusitting room uko kurumidza!” She ordered. Ndakabva ndangoziva kuti pangu papera.

”Pliz madam I am sorry..” I tried to plead again

”Iwe ndati pinda mumain house izvozvi wazvinzwa here?”

”Yes madam!” Ndakangoti haiwa chauya chauya and I went to the main house ndokubvisa zvimagumboots zvangu padoor ndakutsika mucarpet. Pandakapinda she was waiting for me by the lounge door, and she calmly said:

”Come in and sit by that chair remove your overalls I want you so assist me push something in my bedroom its too heavy for me.” She smiled at me before she turned to the bedroom. Kupfava kwacho kwakandityisa nekundivhiringidza musoro kuti ko chakange chave chii change choda kuitika apa? Vanhu vanga vachitukana manje manje so apa?
I removed my overalls ndokupukuta pukuta makumbo angu nemaoko. I knocked at the door and she told me to come in. Vakomana mumba makanaka imomo. Ipapo ivo handina kuvaona, ndakangonzwa: ” I am coming” ndakatanga kunyumwanyumwa ipapo madam vakabva vangobudikira vakomana here, Kurota hakudi kwerudzi urwu kani, ko kana ndaizopepuka ndaizodii manje?

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments