Masviriro Andakaita Marian nekuMashure – Ndakatadza Kuenda Kubasa Ndakoirwa!

0
7173

Musi uyu ndainge ndisina kuenda kubasa nekuti, ndanga ndakumbirwa namukoma vari kuNamibia kuti ndiyendesere mwana wavo mari nezvimwe zvekushandisa ku boarding school kwaaidzidza.

Ndakatomuka zvangu kuma 9 semunhu anga asiri kuenda kubasa. Ndapedza kugeza ndakangoti rega ndimhanye pa mashops. Pandakati ndichingobuda paghedhi, dhuma, dhuma na Marian. Marian aigara about 4 or 5 houses kubva pandaigara,saka ndaiwanzomuona makuseni ndichienda kubasa pa ma kombi. Or dzimwe nguva pandainge ndine mota yekubasa ndaimupa lift kupinda mu town. Ndipo chete paiperera nyaya naMarian. Saka musi uyu ndakatomubvunza kuti seyi ainge asina kuenda kubasa, akandiudza kuti akanga ari pa off kwe mazuva matatu, apa aitoenda hake pamashops kunotsvaga airtime.

Takafamba hedu tese, apa ndanga ndisina kana nyaya naye, saka ndakapedzisira ndaakumuudza kuti inini wacho ndanga ndisiri kuenda kubasa coz paive ne some family issue I needed to sort out. Iye akangoti, iri bho but akaramba achibvunzisisa kuti aimbova ma “family issues” akaita sei aitoda kuti munhu arege kuenda kubasa. Ndakazomuudza detail rekuendesera mwana mari ne ma groceries.

Loading...

Zvinoita mashura, Marian akati kana ndisingaite mind aigona kundiperekedza, because aiti haana kana plan plus kuti aswere kumba aiti haana kuzvijaira. Akanditi dai pasina programme ye mwana aida kundiendesa ku drink. Ndakamubvunza kuti aiziva seyi kuti ndinonwa. Iye akatondiudza zvake kuti aiva ne mafayera angu jawhi nguva chete ndoyaaindishaira zvekuti akatonditi musi uyu ndaitozomutsanangurira mushe mushe kuti ndiri munhu akaita seyi.

Pekutanga ndakafunga kuti aida zvekutamba neni, asi ndakatozoona kuti anga atoita zviya zvinonzi adenha mangwiro otokunya, nekuti akatoti aizondimirira in about 30 minutes. Ndichibudawo paghedhi ndakatoona, eh eh inga mai yacho ine chivindi chiri serious yanga yatomira paghedhi apa yakapfeka jean ranga rakati mbambamba ne zviboda zvese izvi, plus ka blouse kaanga akapfeka waitoona braaa yaanga akapfeka kuzoti iwo mazamu acho, akomanaka zvimwe ngatingoonayi chete. Mafuta ne perfume yaanga azora zvaiburitsa kamwe kakunhuwirira kasina mukare akaona.

Akomana zvimwe zvinhu ngationeyi shuwa, Marian anga ari musikana wekuti kumuapproacher waitoda maguts ari serious, because anga akanaka zviya zvekuti hapana chaunoshora, plus basa rake raiva rimwe riya rekuti kuti azonyatsozvi packager mushe mushe yanga isiri problem. Mazuva ekutanga ndaingomuti sister kuti ndisapindwa ne mweya wekumunyenga, but deep down ndaingoti pamwe mukana uchauya. Zvino wakachizouya mukana musvinu.

Takabatirana ka medium size mornach tichienda kumakombi, apa taingotaura general nyaya, mari shoma iri kutambiriswa vanhu, plus nyaya dzevanhu vari diaspora, nezvimwewo. Takaona Mwana zvakanaka palunch ndikamusiira goods nemari yangayabva kune brother yangu, ndakazomupawo ka $50, kekujuta pane gero kuti rione kunge I care. But yakatambika pandakaona kuti Marian ari kuda kuuyawo neni ndakafano bvisa $50 pamari ye mupfanha, ndikaiisa paside kuti iite kunge yabva kwandiri. Mupfanha ndakamupa breakdown yetransaction yacho and akaibata fast-Semuchinda ndakatozoona kuti anetenge tsotsi worse mufana wacho because, kukasika kwaakaita kukabira hakuna kundigutsa. Ndakangoti akatora ruoko rwa bamudiki haiwa hameno nekuti bamudiki yacho yanga iri saskum hombe chaiyo.

Pakudzoka manje musikana akashingirira nyaya yekuti aida kunditengera drink. Inini ndingati zvaizoita nyore kudayi taigona kunonwira kumba iye akatoti anga asina dambudziko nazvo. Pese paiitika izvi mboro yangu mubhurugwa yanga yanzwa nekumira nekurara nekumira nekurara, kusvikira vatombozvisvipira svipira. Akatenga 8 macan e Zambezi ne 4 Mabohlingers. Kuti ndichimubvunza kuti ko aiziva seyi kuti ndinorova Zambezi, ndakangoti ehh, charakupa denga tenda, ukabvunza zvakawanda murungu angasvibe moyo. Ndakazojutirawo kutenga ka pork kuti tinogocha tichinwa hedu.

Apa manje ndanga ndaane nyota heavy, I think guys know the feeling-like kana uchiita charm musikana usually people react differently – some sweat, some vanobuda masiriri kunga imbwa iri kunetsana ne bhonzo, vamwe ndovanochinja step, vamwe vanosura-ehe- kusura chaiko, asi ini manje ndinopera mate mukanwa. Ndozvakaitika apa. Takasvika muroom yangu, it was a very big one but yanga yakadivider on one side ne wardrobe then the other side ne kitchen unit. Saka waiti uchipinda it was a makeshift kitchen, then ka lounge , then kuseri kwaiva ne “bedroom”. For a bachelor it was 5 star, and patakapinda I could see kuti musikana haasi kunyanyoshora hake zvaaiona.

Manje zvinhu zvese zvaiva ku “bedroom” side, Radio, TV, ne DVD Saka was struggling to take these things to the lounge side, but Marian akanditi ko ndaizvinetsereyi, since taikwanisa kungoonera kana kunzwa music kubedroom side. Iniwo ipapo ndakangoti iya mai ava vari raiti shuwa here. Anyway takanwa hedu beer, I did not know kuti she could talk and laugh like that, ende apa aiti akasekerera so mwana aibva anyanyonaka zvekuti ndaitotyira kuti akazoramba achiseka so aitozopedzisira anyangara because anga akanaka kusvika pekupedzisira. Saka kuzoramba achinakiswa nekuseka aitozonyangara chete.
Takaona hedu 1 movie, she was almost done with her fourth beer and I excused myself kuti ndicheke kanguruve kaiva muoven. She offered to come and assist. Ndakamira pastove ndakaona munhu auya nechekumashure, akandimbundira ndakatarisa kumberi akaisa maoko ake just on my belly and I twitched slightly coz maoko ake akaita kunge aino dzika nechekuzasi kwebande.Chakandivhundutsa ndechekuti ndaitya kuti zvimwe akaguma mboro nekumira kwavanga vakaita pamwe aitozorohwa nebuka because kumira kwakadaro kana vanwa overdose yevhuka vhuka haiisvike ipapo. Ndakangoita kanervous chuckle then proceeded to check the oven, yanga yatoibvawo zvayo. Marian akatora maonions nematomatoes, nemagaka andaiva ndaisa muplate pamusoro pefridge kwaku slicer slicer iwe. Then we went back kubedroom side. Tanga taakungo player music chete manje.

read page 2

Comment with your Facebook

comments