MBORO VS BECHE – FUNNIEST JOKE

0
8971

MBORO VS BECHE – FUNNIEST JOKE.

2Ini mboro,

ndinokumbirawo kubhadharwa mari nekuda kwezvikonzero zvinotevera:

1. Ndinoshanda basa rinoda kushandisa simba
2. Pandinoshandira pakadzika uye panonyudza
3. Pandinoshandira panopisa zvisingaite
4. Ndinoshanda panzvimbo inogara
yakanyorova
5. Pese pandinopinda pabasa pangu
ndinongoita zvekuwira mukati nemusoro
6. Pabasa pangu hapana weekend off
7. Ndingangobatwa nezvirwere chero ipi nguva
nekuda kwebasa rangu
8. Ndinoshandira murima uye hamuna mweya
wekufema.
9. Nguva dzese ndinoshanda zvekuti chero murungu wangu anosvika pakuchema anakirwa
nebasa rangu

Loading...
Back