Mukadzi ane Nhumbu Anonaka Vakomana – Ndakakoirwa ndikapa kutenda!!!

0
5587

Ndainge ndiri form 6 apa ndakakura ndiri goodboy chaiyo, zvekuti waiti ukataura kumaraini kuti ndaona Max achiyita musikanzwa munhu wese ayiti urikunyepa.Pamba pedu paigara imwe couple yainge iri yechidiki i think vainge vachangobva kutoorarana I think vainge vari around 25years old. Murume wacho aiwana mari since ainge ari mukorokoza saka vainge vane about 2 months vachigara pamba pedu. Mai future ndiko kudeedzwa kwavaiyita namoms most of the time vaisara vega since murume wavo aigona kuenda kubasa kwake for almost 2 weeks asina kudzoka.

Ndaingonzwa vanhu vachiti mumadzi ane nhumbu anonaka asi since ndainge ndichiri kuchikoro ndaizomirira kuti nditange ndaroora. Mai future munhu aifara and murume wavo paanenge asipo vaipota vachitamba neni vachiti kuna momz uyu ndiye murume wangu chaiye since ndaivabatsira almost everything zvavanenge vakumbira.Momz yangu yaibva yangoseka zvayo. Nemumwe musi murume ainge aenda 2 weeks ndokubva afona musi g kudzoka akati aizodzoka after rimwe week, izvi zvakabhowa mai future asi havana zvavaigona kuita since murume ainge arikubasa.

Ndakadzoka kuchikoro mumwe musi ndikaona munhu akasuwa so ndichibva ndabvunza kuti nhai mukadzi wangu ko sei kutsamwa, vakapindura kuti baba future havasi kudzoka this week apa ndane 2 weeks ndisina kusvi…… haaa sorryhf ndafunga kuti ndirikutaura nemunhu mukuru. Ndakaseka zvokuti, ndichibva ndati aah hapana zvandisingazive apa I am sure ndakatombomitisa adi vasikana vacho havana kuzouya nevana vangu, tese tichibva taseka ko ndaida kuti vasekerere and to cheer her up. Ndakaona munhu akutofara achibva atanga kujoka neni achiti aah kana vasina kuuya pamwe hauna kunyatsovasvira.

Loading...

Kubva musi iwoyo tainge takuflirta pese patinotaura??? tichiseka hedu, mumwe musi iri Friday ndakabva kuchikoro early ndikasvika momz vakagara panze namai future, munhu akamhanya kuuya kwandiri ndokubva asvika akandimbundira achifara zvikanzi murume wangu awuya, ndakatarisa momz ndikaona vachiseka zvikanzi aaah patakuona abva ati arikuda kukumhanyira ndichitomuti nechidumbu chako icho hauchagone kumhanya, ndakangosekerera hangu. Ndakapinda mumba pandakabuda mai future vainge vapinda mumba mavo then vakabva vandideedza vachiti she wanted help. Ndakapinda mumba mavo vachibva ndaona vaisa food patable ndokudeedzera kuna momz zvikanzi murume wangu arikudya kuno nhasi.

Comment with your Facebook

comments