Mukadzi vangu haaratidzi kufara pabonde – Ndingaitawo sei?

0
2202

Mukadzi vangu haaratidzi kufara pabonde. Ndingaitawo sei?

Zvinobva nokuti kare aimboratidza kufara pabonde here. Kana akagara asingafari kubva pakutanga zvinokwanisika kuti haazivi kuti oratidza sei kufara kana kuti haatofariwo zveshuwa.

Zvino mubvunzo wako haukwanisiki kupindurwa mukadzi wako asipo. Iwe muridzi ndiwe unofanira kubvunza mukadzi wako kuti chii chinomufadza pabonde.

Loading...

Kana akuudza iwe wodzidza kumuitirawo zvacho zvinomufadza. Pandati kudzidza apa ndiri kuti unopurakitizira paari kusvika wanzwisisa kubva kwaari kuti ava kufadzwa nazvo here.

Asi nzwisisa kuti kune vakadzi vasinganakirwe nebonde zvisinei kuti murume waanaye aitei.

Comment with your Facebook

comments