Mukadzi wangu akanyengwa NYORO neMupostori

0
12382

Mukadzi wangu akanyengwa NYORO neMupostori. We thought we were getting help but he was taking my wife. Akamurova nayo NYORO ndiripo ndakatarisa!

Story By: Steven Mabvuku – WhatsApp Update

Maporofita edu aya aways find a way to make things worse for people. I mean me and my wife were desperately in need of help BUT what did Madzibaba Calaz do, akarova mukadzi wangu nenyoro. We been married 10 years but hatina mwana coz always anofa asati azvarwa, this has happened to us 4 times in the 10 years. So as desperate as we are for a kid we consulted Madzibaba Calaz.

Loading...

When we got there Madzibaba said, “ehe ndogona kukubatsirai asi pane zvinoda kuitwa baba endai henyu kumba” I don’t know zvakaitika sei or the details as i was never told by my wife. What i know is akauya kumba akati hanzi naBaba Muporofita tikwirane izvozvi. Ndakati no problem and we were at it until i noticed kuti anga akatota kuzasi kwese uku with something that looked like hubaba or sperm pachirungu. Ndakasemeswa ndikati maya ndokuenda kwaMadzibaba, ndakapererwa pandikanzwa varibusy kukwesha mumwe mukadzi zvakare. What surprised me the most was vanga vakapfeka maGemenzi!! Ndakanzwa kuvenga chinamato ichi, murume uyu and i felt sorry for my wife for putting her through such. We are still together after she got tested for AIDS and was clean, BUT still we don’t have a baby. I guess Mwari ndizvo zvavakatirongera.

Thank you for reading my story… Comments are welcome.

Comment with your Facebook

comments