Mukadzi wangu haadi kuiswa pane chingaitwa here?

0
2557

Mukadzi wangu haadi kuiswa pane chingaitwa here? Mukadzi wangu haadi kuiswa. Nguva nenguva anoramba obva atotsamwa kuti sei ndichiramba ndichimukumbira. Pane chingaitwa here? Kuhura handidi.

Vakadzi vakawanda vanoramba kuiswa it’s because…

  1.  Murume anokasirisa saka mukadzi onoona sekuti kuiswa kutambisa nguva nekuti haanakirwe nazvo.
  2. Mukadzi nemurume havasisina communication saka mukadzi anoona sekuti kuiswa kungoshandiswa pasina rudo.
  3. Mukadzi nemurume havachazivi kutamba vese saka mukadzi anoshaya zemo.
  4. Mukadzi akawandirwa nemabasa emumba
  5. Mukadzi akazvara mwana mumwedzi 18 yapfuura saka anokwanisa kunge achitya kuita imwe nhumbu.
  6. Mukadzi anorwadziwa pakupinzwa mboro
  7. Mukadzi haachina respect pamurume, pane chakaitika pakati pavo e.g sekuti chihure, kurohwa, kutukwa, kusadiwa, kupiwa siki.

Zvakawanda zvinokonzera kuti mukadzi arambe kusvirwa newe murume, zvimwe iye ndiye arikuhura iwe usingangazive…

Loading...

Comment with your Facebook

comments