Mukadzi wemunhu anonaka kupfuura musikana here?

0
3711

Mukadzi wemunhu anonaka kupfuura musikana here? Ko murume wemunhu anonaka kupfuura mukomana here?

Munhu wese akaroorana neumwe munhu anonaka kupfuura munhu asina kuroorana neumwe munhu, ingori nyaya yekujaira kuisana chete. Chekutanga nzwisisa kuti kana mukadzi wemunhu akakubvisira bhurugwa zvoreva kuti azvipira kuiswa newe uye azvipira kukuratidza kuti ane zvinhu zvake zvese zvakakwana.

Mashandisiro aachaita chiuno nemuviri wake wese ndeekuratidza kuti munhu akakwana. Experience yake yokuisvirwa inotobudira ipapo zvekuti iwe kana uri jaya unonakirwa nazvo.

Loading...

Zvimwechetezvo nemurume akajaira kugaroisa kumba kwake akazosangana nemusikana akamuisa musikana anonzwa parere moyo nekuti murume uyu azvijaira uye musikana haana kuzvijaira.

Ndoosaka uchiona kuti varume vanopota vachidzokera kunosvirana ne small house, apa kumba mukadzi akangomirira kuiswa chete. Mukadzi wekumba ane mabasa emumba akawanda saka pamwe anopota achishaya simba rechiuno.

Comment with your Facebook

comments