Mukadzi wese should have ginger (tsangamidzi) negarlic kubvisa mvura dzakawandisa mubeche pabonde!

0
1709

Mukadzi wese should have ginger(tsangamidzi) negarlic. Ginger inobatsira kubvisa mvura
dzakawandisa mumuviri dzinobuda nguva yebonde kune dzinozonyanya so naturaly
inodzora beche, inoita udziye muviri zvikuru inorapa futi cancer. Garlic increases your l!bido so much. So zvaunoita cheka cheka twupa pieces twegarlic yako neginger waimenya zviya then kanda mukanwa wonwa nemvura as if you are taking tablets. No need kuzvitsenga.

Do that morning and evening. Tabva ipapo munhukadzi pfeka full panti kuvhara mhepo. Yes
mathongs nemag string akanaka but anopinza mhepo apfekei here and there or wen you want kunyemudza murume beche. Mhepo inopinza chando nekukonzera kafunny sound pabonde. Zvadaro kuseni paya wapedza kugeza semukadzi tora vaseline yako blue seal nesalt wozvisanganisa kuita paste then chizvizora pasi petsoka dzako uchi scrubber then wear your secret socks woenda zvako kubasa kana kusaisa masocks acho. Kana ari manheru you could scrub your whole body ne paste iyoyo zvinodzinga mhepo and unodziya.

Imwe recipe tenga “pure honey” huchi chaihwo kwete golden syrup then wotenga malemon ako woasvina mu cup wotora juice. Zvadaro tora huchi sanganisa nelemon juice iya then teaspoon of cooking oil ne pinch of salt. Unongopima nemaziso. Zvadaro boil zvinhu izvi at a low heat zvisatsve ndapota. Zvakunokorera wobvisa pa stove. Let it cool then isa mubhodhoro then daily idya teaspoon yemixture yawagadzira iyoyo. Twice a day. Muviri unoita kupisa chaiko zvekuti even munhu ari next newe akangogara newe anototi heyi munopisa amai.

Loading...

Pazvese izvi unouya uchindiudza kuti ndatengerwa Benz nadaddy. Ndorani yakanakawo futi inodzinga mhepo saka inongodiwazve. Ginger iyo ukatevedzera chaizvo unodzoka pahusikana. So tingafanane sevakadzi nhengo asi tinozosiyana ipapa kuti some go an
extra mile to keep beche in shape and good taste. These are natural ways worth trying and zvino booster your confidence in bed vaya vanoti kunozvidzora yes but zvimwe zvinoda mukadzi akangwara anoda imba yake zvekuti inakidze nebonde racho.

Comment with your Facebook

comments