Murume abatwa ku gokwe center anga akapfeka semusikana

0
2436

Pane murume abatwa ku gokwe center ma puza dollar anga akapfeka semusikana achikechwa nevamwe  varume achiti akapiwa mari ototiza oyenda saka abatwa   ayendwa naye ku police

murume akapfeka kunge mukadzi

 

 

Loading...