Murume wangu 2hours pasina kutunda zvinoitawo here veduwe – Please Help Tete Molly

0
9676

Murume wangu 2hours pasina kutunda zvinoitawo here veduwe – Please Help Tete Molly. This is crazy kkkk…

Question: Ndinorwadziwa when i read stories yevakadzi vanoita 2 minutes pabonde murume otunda! Kwangu kumba kwakaoma baba vakakwira 2 hours dzinopera vasati vapedza first round. Ndinotanga ndichanakirwa asi patinoti 30 minutes i will be very tired. The other day ndakazokotsira varipo pamusoro. Please help me ndodii kana chikapa chacho munhu unopedzisira waneta.

Answer: Seems baba is stressed ot thinking too much paTime yebonde. talk about it naye and ask what will be going through his mind. Panguva yebonde paya tora nguva yekutambisa mabhora ababa pavanenge varimukati taura navo vakurudzire kuti vatunde. Also pasi pemabhora there is a small area usati wasvika kumashure, tekenyedza ipapo panguva yebonde. Kana zvese izvi zvikaramba i recommend you guys visit a Doctor and here what they say…

Loading...

 

Comment with your Facebook

comments