Murume wangu akangoti kotsirei otomuka akuda kusvira, Three or four times zuva nezuva!

0
5219

Murume wangu ane makore 34 ini ndine 31. Tava nemakore 8 tiri tese. Ndinomuda chose asi hope ndodzishaya. Akangoti kotsirei otomuka akuda kusvira, tosvirana obva arara, omuka futi. Three or four times zuva nezuva. Zviri normal here?

Hakuna chatingati normal panyaya yokuisana mumba menyu. Zvinoita sekuti makajairira kumutsana husiku saka ndiyo normal yenyu iyoyo. Kana zvichikushaisa hope, munokwanisa kukasira kunorara zvoreva kuti maawa aunenge uri kuhope anowedzera.

Unokwanisazve kutaura nemurume wako mudzidze tsika yokuisana iwe uri kuhope. Ukarara une pfungwa yekuti uchaiswa husiku, unodzidza kugamuchira murume uri kuhope. Sekuti akaita seairi kukusimudza gumbo iwe wobva wasimudza gumbo uri kuhope iye wopinza mboro sewakamuka asi uri kuhope.

Loading...

Vakadzi vakawandisa vane varume vanoiswa vari kuhope. Murume wese wese anomira mboro 8-11 times ari kuhope kureva kuti anokwaisa kukurjoja iye ari kuhope kana kuti akapepuka okupinza iwe uri kuhope. Shuwa rega murume afare kuti ane mukadzi waanodaro.

Asi dambudziko rako harisi dambudziko rinoonekwa nevakawanda sedambudziko. Vamwe vanototi une rombo rakanaka kuva nomurume akadai, zvichibva nokuti pakuisana kwenyu unogutawo here.

Are you looking for a new job?

Are you unemployed and want a new job? Or maybe you have a job already and want to find greener pastures? We have all these amazing Job Listings just for you. Take a look and find that amazing Job Today.  – See All Listings
Loading...