Murume Wangu anoda Bonde Everyday 3 times a Day Ndodii

0
7786

Question: Murume Wangu anoda Bonde Everyday 3 times a Day Ndodii. Handina zororo husiku hwese iye anenge achingoda chete. Tese tinoenda kubasa and when i come back i cook and clean the house iye achiwona TV then panguva yekurara handina zororo anenge achida 3 rounds dzake everyday. The only time i rest is when ndirikuMwedzi… Ndodii Nhai Tete Molly?

 

Answer: Varume havanetse, mupe bonde raarikuda usamunyime. The moment yaunomunyima iye will see it as a reason to cheat. Mupe zvese zvaanoda with love and one day mese makafarisa muudze problem yako. Ask him nicely to help you with chores around the house and womupa special treatment extraordinary service when he helps you out. Kunyepera kurwara is not the answer.

Loading...

Feel Free to Ask Tete Molly Anything: email >> tetemolly@masasieharare.com

Comment with your Facebook

comments