Murume wangu haagoni kuisa – Hapana chandinonzwa chinonaka

0
2824

Ndibatsireiwo veduwee. Murume wangu haagoni kuisa. Hapana chandinonzwa chinonaka.

Iwewo haugoni kuiswa saka makangofanana. Usashora murume wako. Kana asingagoni iwe chiita manager wenyaya, wopota uchikwira murume womuratidza maitirwo azvo adzidze.

Kuisana ndekwenyu mese kwete kuti murume ndiye onzi haagoni iwe uchizviti unogona. Gadzirisa nyaya iyi muchiri pedyo nokuti mukajaira kusagutsana nyaya yenyu yatopinda pakaipa.

Loading...

Comment with your Facebook

comments