MURUME WANGU HAANDIKOIRE ZVINONDIGUTSA, NDOITA SEI?

0
6700

Ini ndiri mukadzi anemurume wake, dambudziko rangu nderekuti murume wangu anokoira achiita zvekunyengerera uye anokurumbidza kutunda.

Apa ini ndinenge ndichinzwa kuda kukweshwa nekukwizwa beche rangu zviri rough. Imwe problem ndeyekuti murume wangu ndakatoona kuti haadi kuudzwa zvekuita pabonde.

Ndakambozviedza ndikapotsa ndaendeswa kumusha kwedu ndichinzi ndiri hure. Ndingaite sei ndanzwa nekusara nezemo rebonde.

Loading...

Comment with your Facebook

comments