Musikana anofanira kusvirwa kana kubva humhandara ava nemakore mangani?

0
3421

Musikana anofanira kusvirwa kana kubva humhandara ava nemakore mangani?

Chekutanga ndechokunzwisisa kuti munyika dzakawanda mukomana akarara newe une makore ari pasi pe 16 anosungwa. Chechipiri kunzwisisa kuti muromo wechibereko ukatanga kudirirwa hurume iwe une makore ari pasi pe 18 zvinowedzera nyaya yekuti kana wazoti kurei uite chigwere chiya chinotyisa che Cancer. Inyaya yekuti muviri wako hausati wakora nyama dzawo kuti unzi uri munhu mukuru.

Kana zvaitika kuti unotanga kurara nemurume uchiri pasi pemakore 18 shandisai condomu kuti usasvitswa hurume mukati mako.  Kana zvichigoneka mirira kusvikwa makore ako aphuura 18. Uyezve bviswa humhandara nemunhu waunoziva kuti anoda kukuroora. Zviri nani kusawanza varume vekusvirana navo.

Loading...

Zera rakanaka tingati wapfuura makore 20 uye wava nemukomana anoda kukuroora.

Comment with your Facebook

comments