My s_exual demands too big for my wife

0
1911

Tete Molly makadii zvenyu. Ini zvangu ndine mudzimai wangu akanaka, tine mwana one. I can safely say we are happy together . . . but for the past six months my wife has been complaining that she can’t cope with my sexual needs.

True, I now need and demand more sexually pleasure from her, two or three times a day even.

Handizive what has triggered this sudden rise in demand.

Loading...

Could I be addicted to sex? Neculture yedu iyi mukadzi wangu won’t believe me.

Ndanga ndafunga hangu kungopota ndichitsvaga vaye vanobhadharisa ndirege kushusha my dear wife because these days takutsamwidzana nenyaya iyoyi.

Response!!!! TETE MOLLY

How can you say my dear wife and yet pasi pemoyo uri kutofunga kuti dai ndambowana pfambi. Pane chitendero chikuru kwazvo chinoti afunga neaita vapara mhosva yakafanana. Remember you are married and you should never cheat on your spouse.

Iwe waakuda kuti zvitaridzike sezvine chikonzero chakanaka chekuti pfambi inenge ichitobatsira mudzimai wako. Bonde rinoyera haritakuriranwe kunyange zvodini. Kuona kwangu ndekwekuti iwe ndiwe unotofanira kusunga dzisimbe. Vana mai mumashure mekuzvara nekumhanya mhanya nemabasa nhomba yebonde inodzikira.

Apa ndipo panoda kuti baba vaite hunyanzvi pakuvaraidza (romance) mai kuti vasvike pachikero chababa. Munhu anodiwa nekuwanirwa nguva yekuvaraidzwa zvakakwana haacheme nenyaya idzi.

Bonde harisi rekuverenga kuti raitwa kangani haisi relay yekumhanya kuground. Zviri nani kuita less times asi richiwanirwa nguva yakakwana, hwejongwe kwete. Mukupera, mazuva ano kune hurwere hweshura matongo nezvimwewo saka zingizi gonyerea pamwe maruva enyika hauapedze. Imboedza zano iri uzondinyorerazve.

Comment with your Facebook

comments