My Woman in Zim ASKS for Money Always – Help Me Tete

0
2027

Question: Hie tete ini ndinemusikana wandofambidzana naye arikuzimbabwe ini ndiriku S.A  dambudziko riripo musikana uyu anonyanya kundikumbira kuti ndimusire mari nguva nenguva. Zvino ini handidi kuspenda mariyakawanda kwaari  ndisati ndamuroora nekuti anogona kuzoroorwa nemumwe.

 

Answer: If you are settled in SA i suggest you invite your woman and stay with her there. Or if all is in order marry the woman. Long term relationships are full of temptations in every corner. The way Zimbabwe is HARD for real she definitely needs the money so if you love her and trust her you will help her or marry her. Maboorangoma ariko also so be careful.

Loading...

Comment with your Facebook

comments