Ndaive HURE RINOKARA Mb*ro now Married manje Baba Havasi Kugona Kundipa Zvandinoda

0
10043

QUESTION: Ndaive HURE RINOKARA Mb*ro now Married manje Baba Havasi Kugona Kundipa Zvandinoda. I operated in the Kadoma and Chegutu areas and makorokoza knew how i wanted it. Manje ndakasiya zvechipfambi ndokuenda kuChurch KwaProphet Magaya. I got married to a wonderful man but problem is pabonde iDOFO. Ndinoda murume anonyatsondizvambura nayo… Please Help Tete Molly, ndomuudza sei kuti arikundisiya nenzara?

 

ANSWER: Bonde rinoda vanhu vanoexperimenter. Chekutanga does your man know your history as an ex HURE? Kana achiziva hazvinetse, he will not be surprised if you ask for more. But when you ask don’t say it in his face to hurt his feelings, men don’t like that. be playful and have fun with him. Iwe seprofessional unoziva kuti apa akuda kutunda, then woti lets change position. Muudze kuti you want it slow hapana chekumhanyira.

Loading...

But if he doesn’t know your history, i suggest go buy the shortest mini skirt you can find. Weekend gara wakapfeka kaMini ikako zuva rese uchifamba famba mumba uchikotama kotama kusvika changamire vatsamwa. Svika paduze nababa and offer to bath him or massage him… Pachirungu beRomantic. Important to note is Don’t be tempted to CHEAT!

 

Email your Problem to Tete Molly: tetemolly@masasieharare.com

Comment with your Facebook

comments