Ndakadzidziswa kudhonza matinji asi haasi kukura, ndoita sei?

1
5150

Ndirimusikana ane 21 years, kubva ndine 12 years , ndakadzidziswa kudhonza matinji , but haana kana kumbokura , ndoita sei kuti akurumidze kukura , ndakazama kuita nevaseline but still haasi kukura zvandinoda. 

Chekutanga usazvinetsa moyo nenyaya yekuti matinji akakura sei. Kutaura chokwadi hapana chaanowedzera pakunakirwa kwako kana kwemurume. Nyaya iripo chete ndeyekuti tinokura tichifunga kuti kukura kwematinji kunodiwa nevarume. Koitawo tumwe tuvarume tusina ruzivo panyaya dzokusvirana tunofunga kuti ane basa raanoita. Unonzwazve varume vakadai vachiudzana nhema pamusoro pazvo kusvika pokuti unotoshaya kuti vakazvinzwepi zvakadaro.

Kudhonza chinhu chakaitirwa kuti musikana achikura ajairire kuzvibatabata kuzasi kuti akasire kunzwisisa kuti kuzasi kunonaka kubatwa kana azokura asavhunduka pakubatwa batwa nemurume wake, zvinova zvinoita nyaya mumba dzisawandisa.

Loading...

Totarisawo kuvarume toona kuti vakawanda vanofunga kuti saizi yemboro ndiyo inonakira mukadzi. Tese vakadzi nevarume kunaka kwedu kunobva pa attitude dzedu panyaya yekuisana, uye parudo nemunhu watiri kuisana naye.

Hapana siyano yekunaka kwemukadzi ane matinji marefu neane mapfupi. Kunaka kuzhinji kuri mumashandisire aunoita chiuno chako pakukoirana nemurume wako. Iyewo achikunakira nokukunonokera kukubudisira hurume.

Zvadaro nzwisisazve kuti vakawanda vanodhonza vanopedzisira matinji avo ava marefu kupfuura pakutanga, asi kune vamwe vanoona chiri chinhu chinonetsa kuita. Unofanira kutanga wapinda mumvura inodziya wozoisa mafuta mumaoko akaita se olive oil kana vaseline, womboadhonza kwekanguva sokuti ten minutes wosiya, wozodhonza futi dzimwe ten munutes zuva nezuva. Handina kumbonzwa munhu asingawedzeri kukura kwematinji chidhonza saizvozvo.

Comment with your Facebook

comments

  • tinashe

    0776246439 any lady need sex call me