Home DzeBonde Ndakakotama ndakanzwa pfeeee – Ndakanyatsoita zvekuti beche rese riende kwavari vakabva vangotunda!

Ndakakotama ndakanzwa pfeeee – Ndakanyatsoita zvekuti beche rese riende kwavari vakabva vangotunda!

7056
0

Ndakakotama ndakanzwa pfeeee – Ndakanyatsoita zvekuti beche rese riende kwavari vakabva vangotunda! Ndiri single mother apa ndinogara ndine zemo nekuti kubva murume paakandisiya ndinofunga ndava ne 2 year ndisati ndasvirwa.

Pamba pandinogara pane imwe couple inogara munext mangu, vanonzi mai nababa Shamiso. l respect them a lot and ndotovakurudzira kuchengetedza imba nekuti yangu yakaputsikawo ndisingadewo veduwee. Manje mai shama vakaenda kumusha kwavo and I only noticed kuti havapo after two weeks. Ndokubvunza baba Shamiso kuti ko mudzimai akaendepi, vakati akaenda kumusha kwavo kumbonozorora. Ahhh mazwi aya akandishamisa kuti mai havashande ko vakaenda kunozororei. Ndakaseka nezvakauya mupfungwa dzangu kuti mai ava vakanozorora kusvirwa chete.

Baba shama havashande vanongoita zvemadhiri saka vanhu ava vaiswera vakavharirana door. Ndakatanga kungoongorora mafambiro ababa Shami pano neapo, ndakaona kuti baba Shami vakange vava lonely vachizviitira zvese kuwacha nekubika. One day ndabva kubasa ndokugara panze ndokunzwa baba Shami vachiridza dzerudo chete vachiita sing along, l tried to ignore but nziyo dzacho dzainakidza. Ndakatotangawo kuimba ndiri panze paye baba Shami ndokunzwa voice rangu vakabuda panze. Zvikanzi mmmm madam ndimi mune voice rakanaka kudai haa munoimba zvinonakidza. Ndakangosekerera ndokuti “ahh masongs enyu arikunakidza asi muri mu mood yerudo?” Ndakaona kuti vashamiswa nemashoko angu semunhu wavairemekedza vakangosekerera ndokufamba vakananga mumba mavo.

Loading...

Ndakapinda mumba mangu ndokubika, ndakabika chikafu chakawanda and chinonaka, pfungwa dzanga dzandipinda apa dzanga dzave dzokuda nyama mudumbu and l knew apa ndinoiwana chete nekuti munhu anga ava nenzara nekujaira kwaainge akaita kugara akavharirana nemukadzi wake. Ndakazvipa chivindi ndikamirira kuti kudoke. Pakwakangosviba ndakanogeza ndokuzora zvinonhuwira. Ndakapakura food yangu ndokunogogodza padoor pababa Shami, havana kutora nguva kuvhura asi vakavhunduka vachindiona. Ndakafamba ndichipinda ivo vakangoshama muromo, vakabva vavhara door ndokunditarisa ini ndanga ndakapfeka kadress kepink kakasiya cleav_age yose panze ndikati ndinayo yakayamwiwa kamwe chete ichiri mu good shape. I decided to break the silence rute rusati rwadonha mumuromo mababa Shami ndichiti ” Bamnini ndakuunzirai sadza you must be missing a good meal yakabikwa neruoko rwemudzimai.”

continue reading on next page…

Are you looking for a new job?

Are you unemployed and want a new job? Or maybe you have a job already and want to find greener pastures? We have all these amazing Job Listings just for you. Take a look and find that amazing Job Today.  – See All Listings
Loading...