Ndakamupa Chikapa akatiza – Please Help Tete Molly

0
22911

Ndakamupa Chikapa akatiza – Please Help Tete Molly. Murume akatiza mukadzi nekuti anga akundwa bonde.

Question: How are you tete, ndakaroorwa makore 2 apfuura and ndaive mhandara panguva iyoyo. Murume wangu after kunditsemura started cheating. His main reason was ini handigone bonde ndinongorara sedanda. Vabereki vangu vakazviziva ndokugara meeting nemurume and it was agreed kuti ndiende kumusha kunaGogo vangu kunodzidziswa CHIKAPA. Zvakaita 2 months chete and when i came BACK ndaive shasha yeCHIKAPA. Murume akaratidza kufara nazvo and BONDE rakatanga kufamba for him atleast. Murume akanga asisina chance less than 2 minutes ATUNDA, akabva atanga kuita hasha. Bonde anga akusada and this is 2 months now akanditidza. He is not taking my calls please help me tete did i do anything wrong? First he cheated and after i give him what he wants he runs away.

Answer: That man doesn’t deserve you. The reasons why he cheated are not valid and wamupa CHIKAPA otiza then iGWARA. I suggest you find someone anokuda for who u are Chikapa or NOT! But if you love him, like before talk to your elders and hear what his family say is the problem.

Loading...

Comment with your Facebook

comments