Ndakamusvira like there was No tomorrow – Vakomana pakarohwa zvinhu ipapo!!!

0
3959

Ndakamusvira like tainge tisingazoonane futi. Vakomana pakarohwa zvinhu ipapo.

Ndaishandira imwe company yevamwe blaz vekuNorton yekuchengeta huku saka off day rainetsa kuwana ipapo but nekuwoma kwainge kwakaita zvinhu ndainge ndisina choice otherwise ndaizoshaya mari yekuchengeta mwana wangu since ndainge ndakamitiswa nechimwe chirombe chichibva chanditiza kuenda kuSA apa chainge chisingatumire kana mari yekuchengeta mwana.

Ndaishanda nemumwe mukomana muzukuru waboss saka ndiye aiva manager wedu saka ainge asingatouye kutsvina dzehuku raiva basa redu , ndiye ayigona kuti uwane off day but vaida kuti ukabuda udzoke manheru. Ndainge ndava close naye since tese taigara pafarm ipapo but iye aizvida achinditarisira pasi achiti nekuti ndakakurira kumusha. Mumwe musi ndakafonerwa namomz vachiti mwana ainge asinganzwe zvakanaka vachiti kana zvichiyita ndiuye ndimuendese kuclinic ivo vainge vachirwadziwa nemakumbo saka vainge vasingagone kuenda nemwana.Ndakatanga kushushikana kuti ndichaita sei kuti ndiwane off day or two chaiwo kuti ndimboenda kumba kunoona moms nemwana vainge vasinganzwe bho.

Loading...

Munongoziva hupenyu hwekumafamu unotopfeka hembe dzakanaka kana wakuenda kutown chete apa ndiyo inenge iri Sunday best but inini ndaida kuti manager andionewo kuti kunyangwe ndirikushanda kufarm or even ndainge ndakakurira kumusha ndainge ndakuziva hupenyu hwemuHarare. Ndainge ndine mazigaro but nezvimahovhorosi zvataigara takapfeka hapana chawaiwona saka plan was kuti ndiseduce boss kuti vandipe off day hopeful nemari futi yekuzoendesa mwana kuclinic.

Ndakabuda makuseni ndichibva ndatora kamwe kaskirt kangu so kekuti ndikangofongora bhurugwa rese rinobva rabuda panze, ndakaona manager achiuya kwataigadzira huku ndokubva ati nhai Wadza sei usina kupfeka uniform yebasa , handina kumupindura ndakamirira kuti asvike padhuze ndichibva ndadonhedza imwe huku. Pakunhonga ndakafongora kuti awone kuti ndainge ndisina kupfeka bhurugwa beche rese richisara pamhene apa rainge rakafuta kuita kunge chitsuro, ko ndaizviziva ndizvo zvakaita kuti ndimitiswe back in the days.

Manager akayita kunge asina kuona anything apa vamwe vangu vandaishanda navo vaiziva kuti ndaida off kuti ndinoona mwana.Akadzokera kuOffice yake ndikanzwa ndakudeedzwa ikoko, ndakamboita kakunyarara pakapfuura about 10mins ndikanzwa munhu atanga kundideedza futi, ndakadeedzera kuti ndirikuuya then ndichibva ndaenda apa ndainge ndatogeza maoko zvekuti kana kasmell kehuku kainge kapera.

Ndakasvika muoffice achibva ati vhara door apa ainge akagara pachair, ndakaita kunge ndaisaziva zvandainge ndadeedzerwa ndokungomira ndakamutarisa achibva ati gara pasi, mainge mune couch raiva close to the door zvekuti pandakagara so ndakasimudza makumbo ndikaona munhu achitarisa pasi acinyaririra so ndikabva ndati ko sei urikutarisa pasi asi haizive beche remunhu akakurira kumusha here ndichibva ndaseka hangu. Ndakaona kuti munhu ainge apererwa nemazwi inini handina kumira ndokumuti hanti ndiwe wakatanga kundiwanzira.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments