Ndakamuvhurira Beche rese kuti ayite zvaanoda naro

0
9156

Ndakamuvhurira beche rese kuti ayite zvaanoda naro

Ndaigara kuGlenview apa ndainge ndine basa riribho zvekuti hapana chandaishaya, zvese zvandaida kuita kutenga I would afford. Kana iri cash it was not problem but chainetsa kuwana murume , kubasa ndaiva boss vanhu vachitoti ndiriboss anonetsa mumwe musi ndakatonzwa vamwe vanhu vachinyeya vachiti ndiri tight ndinoda kusvirwa zvese zvinopera izvo. Ndakatanga kuyita worry kuti vanhu vese vaindiona like this crazy boss asina kana boyfriend anopedzera shungu kwavari.

Pfungwa dzangu dzaingorwa dzega ndichiti ndiri munhu aribho but chokwadi ndainge ndisiri shuwa kuti ndiri munhu akaita sei to others. Saka ndakabva ndatanga kufunga kuti pamwe ndikasvirwa zvinoita nani. Pamba pandaigara ndarenta full house saka yainge iri nguva yekunaya saka lawn yacho yaikurumidza kukura saka ndakatsvaga munhu anocheka huswa nekugadzira maruva, the guy akanzi he will come Saturday early saka handina kuziva early yacho kuti vaireva 6 makuseni saka ndakanzwa kunge panemunhu ainoka but ndainzwira kure kure ndikuhope. Ndakazvimanikidza kumuka apa ndairara ndisina hembe ndirimusvo chaiwo ndokuenda pachiglass door ndokuvhura curtain so kuona shit pakamira mukomana akatakura zvinhu zvegardening, akabva angovhura muromo apa ndainge ndakushaya tambo yekuvhara curtain zvekuti akawona zvese kana pese painge pa birth mark akayiwona ndichizama kuvhara curtain.Pandakazovhara haa masasi eharare ndakowona garden boy agara pasi, akatanga kuti nhai sisi murukuda kundiuraya here nebuka. Ndakabva ndati sori ndanga ndichida kungovhura pacorner but hope ndidzo dzayita kuti ndivhure curtain rese but koimi sei kuuya kuseni seni so, zvikanzi aah ndokuti ndipedze early seweekend so pandinopedza ndipo panotanga off yangu.

Loading...

Garden boy uyu akabva ati zvisinei ini ndinonzi Mike ndini ndichange ndichicheka huswa nekugadzira maruva enyu, ndakabva ndatanga nekuti sori Mike nezvawaona akabva ayita kasmile ndokuti hapana asingade kuona zvakanaka. Ndakasekerera ndichidzokera mumba ndichibva ndanoita 2 cups of coffee ndichibva ndamupa. Ndakapedza coffee ndokuyenda mubathroom kunogeza hangu apa ndaiziva kuti Mike aribusy panze saka handina kuchinja hunhu hwangu since ndakatanga kugara ndega ndinofamba kunogeza ndisina kupfeka ko ndaigara ngega hapana chandaitya. Ndakabuda mubathroom ndiye dhuma dhuma naMike achibuda mukitchen yangu apa ndiri musvo, ndakavhunduka pakuzama kutiza ndakabva ndatsvedza ndichibva ndawura mumawoko aMike, masasi eharare kana zvekutaura kana kuita hasha zvakaramba ndakabva ndanyepedzera kuita kunge ndakuvara gumbo ndokubva ayenda kunondigarisa pabed ndokubva abuda kuyenda panze paaishanda.

Ndainge ndakungonyarara but I am sure ndakaona kuti mboro yake yainge yamira nekuti pamberi pebhurugwa rake apa painge pazvimba, ndakabva ndashedza ndikati aah Mike kava kechitwo manje uchindionerera inini ndakudawo kukuonerera akabva aseka ndokuti but haisi mhosva yangu imi ndimi mavhura curtain plus manga muchifamba mumba musina kupfeka. Ndakabva ndamuti wanga uchitsvagei mumba plus mboro yako yamirirei kana usina kunakirwa nezvawaona. Akaseka zvikanzi mboro yangu manga maiwona rini, ndipo pandakasimuka ndichibva ndamubata pamberi apa ndikanzwa pakaita kuzvimba zvekuti ndakanzwa muviri wangu uchipindwa nechando. Murume ainge akatakura mboro iyeye.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments