Ndakaramba ndakatarisa zvidya zvake mboro yangu ikaita kutepuka ichimira!

0
3681

2Ndakabuda mumba makuseni nezuro ndichiti ndibate kombi yekuMbare kuti ndiende
kubasa.

Loading...

Ndichipinda mukombi ndakasvikotambirwa nemweya webeche ha masasi makuseni seni so here vakomana munongoziya madzimai ekuMbare vanenge vabvakurohwa kamutsa nedako nemdhara vasati vaenda kugraft.

Ndakaita sendicharutsa ko rinenge rangogezwa zvekukubvurwaka nemvura, veduwee
mahwani apa ndakabva ndagara padhuze netumachembere vamwe standing apa ndainge
manje ndatsikirirwa netswanda dzemadzimai aya dzekuisira matomatisi.

Ndakasvotwa zvisingaite,asi pasina nguva ndakabva ndasvika hangu kubasa, ndakaswerawo murungu akandidzvanya jende nenyaya ye meeting apo ma whatsapp
aingonaya nemaface angu sharing majokes.

Nguva hadzitane kufamba ndini uyo ndava mutown manje kuti ndikwire
kombi. Ndakapinda ndokunoita wechi 4 kuback seat apa ndopandakasekerera manje
this time ndakasvikotambirwa nemweya we Nandos or was it  Chicken Inn chaiyo apa nzara yanga yakatondikiyawo zvangu. Madam ndipo pavainditumira whatsapp hanzi ndadya chingwa ne jam pandiri kuuya nagwana utenge pizza apa ini handina kana cent zvangu.

Ahh ndakati ukanyara haugwaze ndobva ndati sister ndokumbirawo kapisi kenyama, haana kuda hake kuramba you know vasikana nekunyara. Kombi yakazara ndokubva taakuenda hedu,  vakadzi tell me wats wrong with you? Munotenga Nandos hamudi kudyira ikoko munoda mukombi why? kashoma kuona maface achiita so mhani.

Takatanga kutaura nyaya, tunyaya twemanga manga, sha I see you everyday
uriwega nhasi ndakuwana ndaitotya kutaura newe ndichiti ungangondituka
vasikana hamuzikanwe you know all sorts of tunyaya tusina basa.

Tichisvika pamagetsi akabva ati you know wat shamwari pandogara panonetsa kana magetsi akaenda nematsotsi manje hameno kuti ndichaita sei ende panotyisa. Ndikati
unoenda nevamwe vanoburuka pabus stop pako and she said still pakamukoto
kekudhuze nekumba hapaite, ndikati nechemumoyo chance given.

Apa mai mufana vekwangu havapo mazuvano varikumba kwevabereki vavo kuHoliday.
Ndakabva ndati saka since wandipa nyama let me perekedza you at least to make
sure wasvika kumba zviri safe akanyemwerera akati ende ungaita basa wena.

Hona manje mini yanga yakapfekwa ahh ugoona ka slim body apa kane tuma hips
twakashepa muviri ahh masasi if you see mwana uyu ukasabondera wakamutarisa
nechiriringa unototi uite chadzimira kurashika kana kukangamwa kwaurikuenda, face
chete mwana akaipiwa apa kahu brown kuita kunge mukati mendege.

Ndakaramba ndakatarisa zvidya maiwe you know even munhu asirimutsvuku stereki
zvidya zvinenge zvakatsvuka apa zvaioneka kudziya kwete kunzwika kudziya. Ini that
time mboro yainge yatosimudza bhurugwa kare, zvangu ndanga ndaakutoshaya kuti
ndichasimuka sei.

Back